‘Jeko haritadzisi kubata pamuviri’
TINOPONA Katsande-Chigariro, uyo anozivikanwa munyaya dzemadhirama akaita seStudio 263 pamwe nekuve mushamarari panhepfenyuro, anoti anofara zvikuru kuti ave nepamuviri izvo akange asingatarisire zvichitevera
Bhizimusi rehuku rosimudzirwa
BHIZIMUSI rekupfuya huku muZimbabwe rinotarisirwa kusimukira zvikuru zvichitevera mushandirapamwe wekambani yemuno yeConband Private Limited neSuper Grand Agric Feed yekuSouth Africa wekuwanisa varimi
Imi, ibvai ndipinde mhani
IMBWA HAIHUKURE SADZA MUKUWASHA wangu akafa svondo rakapera. Takanga tisingatarisire kuti angafe nekuti akanga aitwa oparesheni yegumbo, uye akatodzoka kubva kunovhiyiwa pasina dambudziko. Asi mushure memazuva maviri, akangotanga
Mukadzi waMugadzi haadi zvekumusha
CHITSAUKO 1 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mugadzi haaratidzi Masimba kuti pane zviri kumunetsa asi Masimba anozviona kuti pane chiri kunetsa murume uyu
Chitepo: Gweta rechitema rekutanga muZim
ZIMBABWE munguva pfupi iri kutevera inenge ichirangarira magamba akazvipira upenyu hwawo mukusunungura nyika ino kubva kuhutongi hwevadzvanyiriri.
‘Handisi bhiridha ini, ndiri musvuuganda’
Memory Lemani MURUME wekudhonzerwa kudare neaimbova mukadzi wake nenyaya yemendenenzi achinzi haazi kuriritira vana vake kunyangwe achiwana mari yakawanda sezvo ari bhiridha, akachema-chema achizviti musvuuganda dzvinyu risina
Herinoi barika rekwaObama
VARI parumananzombe rwebarika vangacheme zvavo, asi chokwadi ndechokuti barika riri kwese kwese, uyewo hazvina ganda, hazvina zera.
Newcastle yakatenga Mitrovic
NEWCASTLE United yakatenga Aleksander Mitrovic kubva kuAnderlecht ndokumupa kondirakiti yamakore mashanu.
Uyu murume wezita bedzi!
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ini ndiri mudzimai ane makore 24 ekuberekwa uye ndine mwana mumwe chete. Ndakawanikwa makore maviri adarika. Dambudziko rangu tete nderekuti kubva zvandawanikwa,
DETEMBA TINZWE: SHUNGURUDZO
naLindsay Heka Makore maviriamainini vasina mwana, Vaindibata sezai,



