O-LEVEL —NDIKO KUSASANA: Mugadzi ava nemari zhinji
CHITSAUKO 1 Mugadzi anosvika pamba pake kwava kumisa motokari ndokuona musiwo wemba wakangangadzirwa kiyi achibva aona kuti amai vaSarudzai mudzimai wake vainge vasati vadzoka. Anodzokera mumotokari make umo
GRADE 7: Mwaka yegore
Ticha Danda MUKUPINDANA kwamazuva munobuda zviratidzo zvakasiyana-siyana. Miti inodonha mashizha, dzimwe nguva inozotungira igoita pfumvudza yogosvibira zvakare. Nzizi dzinombopwa kuti gwaa dzozotanga zvakare kuyerera dzava
Makwikwi ezviperengo
SANGANO rakazvimirira reZimbabwe Youth Development Foundation Trust (ZYDFT) svondo rapera rakaparura chirongwa chekusimudzira dzidzo muzvikoro zvepuraimari nesekondari kuburikidza nekuitisa vadzidzi makwikwi
‘Charity tinaye kuphd Ministries’
Anodaidzwa kuti overseer kuPHD Ministries, VaAdmire Mango, avo vakataura vakamirira chechi iyi, vakatsinhira kuti vave kunamata naCharity Makurumidze uye kuti akabatsirwa padambudziko rake.
Mash East yoita yunivhesiti
DUNHU reMashonaland East rave pedyo nekuva neyunivhesiti yeHurumende zvichitevera kupasiswa nedare reParamende kwemutemo wekuti Marondera University of Agricultural Sciences and Technology Bill iveko.
Musakuvarire mukati semasokisi
ZVINONZI ukafunga kudya imbwa wotodya iri gono kwete kudzana-dzana semuenzi apererwa nehusavi achida kuseva.
Zvidhoma Zvovharisa Chikoro…Vana 30 vakatiza…‘Unzai n’anga’
VANA vanodarika 30 vepachikoro cheNyanhunzi Secondary School chiri kwaBepura, kuGuruve, vakatiza pachikoro ichi vachisiira zvidzidzo zvavo panzira mushure mekunge zvinhu zviri kunzi zvidhoma zvadya marasha.
Chipotswa: Huroyi hwemberi…‘Zvakangofanana nekupfurwa nepfuti’
PAMISHONGA yechivanhu yakasiyana-siyana pane mimwe yakanaka iyo inoshandiswa mukurapa zvirwere zvakatsaukana, kozoti yehuroyi iyo inonzi inogona kuti munhu atambure, kana kutoguma afa.
CAPS yakandirasisa: Shutto
SHASHA yakambonetsa munhabvu Stewart Murisa anoti nanhasi achiri akagumbuka nemabatirwo aakaitwa nechikwata cheCAPS ‘Kepe-kepe’ United icho anoti chakamutsveta zvichitevera kukuvara kwaakaita achitamba
MAONERO EDU: Endai kuchipatara denda risati rakura
SVONDO rino tine imwe nyaya, iyo inoburitsa pachena kuti veruzhinji vanoda dzidziso yakasimba yekuti vaendese varwere kuzvipatara pamwe nemakiriniki kana vachinge vasangana nehurwere.





