‘Koshesai zvidzidzo zvemabasa emawoko’

Daphne Machiri ZVIKORO nemayunivhesiti zviri kukurudzirwa kuti zvikoshese zvidzidzo zvemabasa emawoko zvakaita sekudhirowa nekuveza sezvo vadzidzi vachikwanisa kuwana raramo kubva mazviri mune remangwana. Kurudziro iyi yakaitwa naMuzvinhafundo Biggie Samwanda, avo vanove

‘Zvakakosha kubatsira varimi’

Malven Mugadzikwa VARIMI vechidiki pamwe chete nevari kusimukira vanoda rutsigiro rwakanyanya kuburikidza nekuwaniswa zvekushandisa zvakaita sembeu nefetereza pamwe neruzivo sezvo vakawanda vavo vari kusangana nezvigozhero mukurima kwavo. Vachitaura pamusangano wavakaita

Korfball yotsvaga vakotsveri

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chekorfball muboka reUnder-23 icho chinotarisirwa kuenda kunokwikwidza kuSouth Africa mwedzi unotevera kumutambo weInternational Korfball Federation African Championships and World Qualifiers chiri kutsvaga rutsigriro kuvakotsveri kuti

‘Vana 15000 havana kudya kwakakwana’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti vana vanosvika 15 000 munyika yose havasi kuwana kudya kwakakwana kunovaka muviri izvo zviri kukonzera ndufu dzevamwe vavo. Vanoti Hurumende iri…

— Ziva — BERNARD MIZEKI

NHASI uno vanhu vanoziva nezvechikoro cheBernard Mizeki, asi vashoma vanoziva kuti iye Bernard Mizeki ndiani. Zvinofungidzirwa kuti Bernard Mizeki akaberekwa muna1861 kunyika yeMozambique. Paakanga ave nemakore angaita 12, akabva kuMozambique…

Ndakaitwa gara ndichauya!

NDINOTI makasimba here Tete Chipangamazano? Ini ndiri musikana ane makore 19 ekuberekwa. Dambudziko rangu rakamira rakadai: Ndine mukomana wandakadanana naye, ndikarara naye ndokubata pamuviri.  Pandakamuudza akafara akati mira ndigadzire mari…

GRADE 7: Zvipfeko zvakare

Ticha Danga MAPFEKERO otoita mazuva ano asiyana nezvaiitwa kare. Nhasi uno vanhu vopfeka hanzu dzavanoda ivo kwete kuti dzinotarisirwa patsika nemagariro evanhu vakasiyana. Vakadzi nevarume vony’ura mumidhebhe izvo zvaisaitwa kare.…

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAWODZAMWOYO: Mujubheki anofira murwizi neshungu

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 18 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Monika anovataurira kuti vanozviziva here ainge oda kuibvisa ivo ndokupindura vachiti aizvidarirei iye ndokuti paakanzwa chete izvi zvinhu, pfungwa yake yaive yokuda…

Magaya akavakisa dzimba

Abel Ndooka HURUMENDE yakarumbidza sangano rePlanet Africa, iro rinotungamirirwa naProphet Walter Magaya veProphetic Healing and Deliverance Ministries (PHD), nebasa guru rariri kuita rekutsigira chirongwa chekuvandudza upfumi hwenyika, cheZim-Asset. Izvi zvinotevera kuvhurwa

— Varairidzi huyai —

VARAIRIDZI, heunoi mukana wekuti mubatsire kudzidzisa vana muri kwamuri ikoko.Ratidzai hunyanzvi hwenyu nekunyora chero zvinyorwa zvine chekuita nedzidzo yevana. Titumirei zvinyorwa zvinobatsira vana kuti vabudirire mumutauro waamai weShona kuKwayedza. Munogona…

×