Timoti anofa asina kurwara
CHITSAUKO 16 Ongororo: Enderero mberi Kudimikira kunoshandiswa zvishoma. Pakauya ndongwe, dzakadya kanhu kose kakasvibirira mumunda wababa
Rudo anogumbuka. . . mufundisi ndokumuudza zvose
CHITSAUKO 11 (Nyaya yacho; Enderero mberi) Winnie anodzorera kwaziso ndokuti zvino angatye masikati akadaro. Pane zvaainge achiita chete zvaari kuona
Ibenzi regwai rinofura paruware mafuro ariko
MANHERU ezuva reAfrica Day ndakazvitandadza nokuona mharidzo dzavafundisi vemakereke akasiyana-siyana. Rimwe DVD randakaona raive remharidzo yakaitwa nemufundisi ave nemukurumbira munyika yedu nedzimwe,
Baba munotiita vakadzi venyu: Vanasikana
Memory Lemani N’ANGA yekunetsana nevanasikana vayo vaviri avo vari kuipomera mhosva yekushinha navo ichishandisa mishonga yakazopotera kudare.
‘Koshesai mitauro yemuno’
ZVIKORO zviri kukurudzirwa kuti zvikoshese zvidzidzo zvemitauro yemuno yakaita seShona nedonzvo rekuumba hunhu netsika dzakanaka muvana kuti vagoyaruka zviri mavari.
Musikana wepaRoosevelt akanyora book
MUSIKANA anodzidza paRoosevelt Girls High School, muHarare, oita zvinorova kuburikidza nekunyora mabhuku eShona uye anoti zvakakosha kuti zvizvarwa zveZimbabwe zvidade nemitauro yemuno.
DETEMBA TINZWE: Nzara
Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti [email protected] kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare. Musakanganwe zita remunyori, chikoro negwaro…
Musanyeperwe: Ndanga
MUKURU wesangano remachechi echipositori munyika, reApostolic Christian Council of Zimbabwe, Archbishop Johannes Ndanga, vanoti hakuna mumwe munhu anofanirwa kuzviti Jesu kunze kwemwanakomana waMwari.
Akaona mutumbi wekasvava
PANE mutumbi wekasvava wakawanikwa wakapakirwa mapepa emuchimbuzi mukanwa wakakandwa panzvimbo inorasirwa marara kuKuwadzana, muHarare, svondo rapera.
Chikwata chebasketball chopinda mukembi
CHIKWATA chenyika chebasketball chichapinda mukembi svondo rino neChishanu apo chichange chichiita gadziriro dzekunokwikwidza kumutambo weAfrobasket African Championships Tunisia 2015 uyo uchatambirwa


