Kuwanana nekutizira
WANANO yandakatsanangura muchikamu chapfuura ndeye vanhu vanenge vakavimbikana uye vakatorana nekuzivisana zvisina mhosva mukati.
‘Vadzidzi ivai nezvinangwa’
Sandy Musungata VADZIDZI vanokurudzirwa kuti vashande nesimba uye vaine zvinangwa kuitira kuti remangwana ravo rigove nepundutso. Kurudziro iyi yakaitwa nerimwe gweta rinove munyori wemabhuku uyezve shangwiti pakutaura zvekurudziro (motivational speaker),…
Akadzikwa demo
MUDZIMAI wemakore 28 okuberekwa wemubhuku raBumba, kwaMutambara kuChimanimani, ari kupomerwa mhosva yekutema nedemo pamwe nekuita kafiramberi mumwe mukadzi waaifungira kuti anodanana nemurume wake.
Zvibhakera zvamuzvimbira
Memory Lemani MUKADZI wekuti anogarorohwa neaimbove murume wake achiti “haarambwe zvekumhanya” anoti kudai zvibhakera zvaipfumisa, angadai akapfuma kudarika vakadzi vose munyika.
Mabasa aDr Manyame anoda kupembedzwa
KANA pasvika panyaya dzokufambisa mashoko muvanhu, bazi reutano nderimwe remapazi atingapa mukombe nekuti kunyange zvinhu zvakasunga, vanoedza nepavanogona kufambisa mashoko muvanhu, angave ezvirwere zvinenge zvasimuka kana kudzivirirwa kwazvo.
E-Learning yakanaka muzvikoro: kundiona
ZVIKORO, kubvira kupuraimari kusvika kuyunivhesiti, zviri kukurudzirwa kuti zvifambirane nenguva kuburikidza nekuti vadzidzi vashandise ruzivo rwechimanje-manje.
Amai vari kurota Monika achata
CHITSAUKO 15 (Nyaya yacho: Eenderero mberi) Amai vanobvunza mwana kana ari kuvanzwa iye ndokuti hongu. Amai vanomuti kwaMujubheki ndiko kwaachafana kuenda. Monika pachake
$30 yevana vatatu
Memory Lemani MUKADZI wekujairira kurarama upenyu hwapamusoro akaendesa aimbove murume wake kudare achiti ndiye akamudzidzisa mararamiro eshoroma, nekudaro aida mari yekuchengeta vana vavo vatatu.
Ndoramba ndakanyarara here?
MAKASIMBA here tete? Ini ndiri murume ane makore 52 ekuberekwa, ndakaroora uye ndine vana vashanu. Dambudziko rangu nderiri: Mukadzi wangu anogara kumusha ini ndichigara mudhorobha nevana, vamwe vacho vakaroorwa. Nemudzimai…
Akashaya pekupinda anyepera dare
Garnet Zvimba MUDZIMAI anova mupositori wekuedza kunyepera dare achiti murume wake akanga asina kumuvakira imba iyo aitora mari yemaroja akashaya pekupinda apo akazodura chokwadi mushure mekunge mutongi aramba asimbisisa kuti…

