– nhamba –
SHONA CHIRUNGU poshi/potsi/motsi 1 piri 2 tatu 3 china/ina 4 shanu 5 tanhatu 6 nomwe 7 sere 8 pfumbamwe 9 gumi 10
Mhando nhatu dzerondedzero
Ticha Danga TARAMBA vanozoyeuka bako mvura yemubvumbi yavany’atisa kusvika pabvupa. Mukana wekuhwanda mvura unenge uripo asi nekunonoka kuona zvinobatsira, munhu anosvika pakudopotswa kwava kuzocheuka atotota. Ndizvozvo nevana vegwaro rechinomwe. Vanozoti zvaoma…
Ebola: Zvikoro zvava kuzarurwa
Muchaneta Chimuka ZVIKORO zvinodarika 100 zvekuLiberia, izvo zvakange zvambovharwa kwemwedzi mitanhatu yadarika nekuda kweEbola, zvakazarurwa masvondo maviri adarika. Izvi zvakambokanganisa dzidzo nekuda kwekuti vadzidzi vakatora nguva refu vari kudzimba apo zvikoro…
usaid yokuta madzimai akazvitakura
USAID irimo mundima yekuona kuti hakuna mwana anozoberekwa aine utachiona hweHIV. Madzimai anorarama neutachiona hweHIV haachatyi kuti vangabereke vana vane utachiona nekuti izvi zvakaganhurwa nekuuya kwekudzivirira kutapukira kweutachiona hweHIV kubva
‘Tsigirai Gender Commision Bill’
Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wegurukota rezvekuburitswa kwemashoko nezvekutepfenyura, Cde Monica Mutsvangwa, vanoti madzimai ose ari nhengo dzedare reParamende anofanira kutsigira mutemo uri kuda kukumikidzwa uyo unoona nezvenyaya dzekuenzaniswa kwemikana pakati
‘Anodutira doro nemari yechikoro’
Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati mukadzi wake anotora mari yevana yechikoro achinoinwisa doro. Besania Chiendambuya akaudza Harare Civil Court kuti anoda kuti $150 yaari kubhadhara idzikiswe…
Murray akaipirwa
SHASHA yemutambo wetennis, Andy Murray, ava panhamba 3 pashangwiti dzemutambo uyu pasi rose apo akatora chinzvimbo chaiva naRafael Nadal, sezvakabuda muongororo yakaitwa nesangano reAssociation of Tennis Professionals. Chizvarwa chekuScotland, Murray, akambosimukira
shasha dzedembare
Charles Mabika MUPEPANHAU reKwayedza resvondo rapfura, pane nyanzvi mbiri dzaimbotambira chikwata chenhabvu cheDynamos – George Shaya naFreddie Mkwesha – avo vakadoma vatambi 11, avo vavakati ndidzo dzakave shasha kubvira pavakambwa…
Kumakuwerere kuVictoria Falls
Tandayi Motsi NEMUSI weMugovera svondo rino nzira dzose dzinenge dzichinanga kuVictoria Falls uko kuchange kuine mhemberero dze21st February Movement dzekusvitsa makore 91 okuberekwa kwemutungamiri wenyika, President Mugabe. Mhemberero idzi dziri kuuya…









