CHOLERA: MUSANGOUNGANA

Mapositori aive akaungana pamasowe mumugwagwa Seke Road, kuGraniteside, muHarare, zvinsinei nekurudziro iri kuitwa neHurumende kuti vanhu vasangoungana panzvimbo zvichitevera kunyuka kwechirwere checholera. Panzvimbo iyi panokwanisa kunge pasina zvimbuzi nemvura yemupombi izvo zvinoisa upenyu hwevanhu panjodzi. Zvakare, mvura yemuteuro inopihwa kumasowe inokwanisa kuparadzira chirwere ichi.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *