Marara pose pose kwete!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei kushambadza nharaunda dzedu.

Kuti izvi zvibudirire, tinokurudzira vaverengi kwamuri ikoko kuti mutitumire mifananidzo yose yemarara yamunoona, kana vanhu vari kurasira marara pasiripo. Tiudzei kuti ndekupi, Kwayedza yozvifumura nekuti itsika dzakashata!

Tumirai mifananidzo panhare dzinoti: 0774 132 838 kana 0772 107 421.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×