MUPOROFITA AKAZVAMBARADZWA PAMASOWE

Kingstone Mapupu

PANE kunonzi kurohwa, kuzvambaradzwa, kudashurwa, kukinditswa, kukwapaidzwa kana kuzvamburwa.

Ndizvo zvakaitwa muporofita weJohane Masowe yeNguwo Tsvuku uyo akanoroverwa pamasowe nemurume wemunhu. Vamwe vanamati vachitoona nekukuzirira. Hanzi ainge aita zvinorova kumudzimai wake. Vamwe vari kuto akarohwa aporofita “dondo”.

 

Onai nyaya izere muKwayedza resvondo rino nevhidhiyo yacho pa: www.kwayedza.co.zw

 

Related Posts

Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Hondo yekurwira mubairo we‘Golden Boot’ yakora muto

Fungai Muderere ZVIBODZWA zviri “kungonaya” mumakwikwi eZimbabwe Premier Soccer League (PSL) emwaka wa2026, paine 476 zvanwiswa mushure memitambo makumi maviri nemisere yatambwa, uye chinangwa chekusvitsa zvibodzwa 500 chave pedyo pedyo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *