SVONDO rapera Kwayedza yakati vaverengi vadome mazita evatambi vavanofungira kuti ndivo shasha dzeDeMbare kubva payakavambwa muna1963 kusvika zvino. Hevanoi vamwe vakatumirwa nevamwe vaverengi:Francis Sandura Shonhayi, mukuru aivhara bhora iyeye. – 0772 599 810
Shasha dzeDynamos ndiMakwinji Soma Phiri, Agent Sawu naClive Mwale. – 0778 271 799.
Varume vana vasungwa nemhosva dzekuponda dzavari kupomerwa
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuMidlands akazivisa nezvekusungwa kwevarume vana nokuda kwemhosva dzekuponda dzavari kupomerwa. Inspector Emmanuel Mahoko, vanove mutauriri wemapurisa mudunhu reMidlands, vanoti varume ava vakasungwa mushure…




