Varairidzi huyai

VARAIRIDZI, heunoi mukana wekuti mubatsire kudzidzisa vana muri kwamuri ikoko. Ratidzai hunyanzvi hwenyu nekunyora chero zvinyorwa zvine chekuita nedzidzo. Titumirei zvinyorwa zvinobatsira vana kuti vabudirire mumutauro waamai weShona kuKwayedza.

Munogona kuunza zvinyorwa zvenyu kumahofisi eKwayedza ari paHerald House muHarare, kuManica Post kwaMutare, kuChronicle Building kuBulawayo, kumahofisi eZimpapers kuMasvingo kana kuGweru makanyora kuti: “MUDZIDZISI KWAYEDZA” kana kutumira paEmail inoti [email protected]

Batanai neKwayedza mukuumba mwana anoziva kwaakabva, ane tsika uye anoziva mutauro waamai. Tinyorerei izvozvi! – MUPEPETI.

Related Posts

Makore 15 mujeri abata murwere wepfungwa (16) chibharo

Tendai Gukutikwa MURUME ane makore 54 okuberekwa wekwaMutare akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore 15 mushure mekubatwa nemhosva yekubata chibharo, kaviri kose, mwanasikana ane makore 16 ekuberekwa uyo anova murwere wepfungwa.…

Mudzimai ane mapatya, akatsva nemafuta otsvaga rubatsiro

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuManyame Park, kuChitungwiza, uyo akawirwa netsaona yekutsva nemafuta ainge ari pamoto panguva yekubika uye ane mapatya ane mwedzi miviri yekuberekwa, otsvaga rubatsiro rwemishonga yekurapwa pamwe nemukaka wemumagaba…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×