Vakakweshana mumakwikwi ekutaura

VANA vezvikoro zvinodarika 20 zvekuChitungwiza svondo rapera vakakweshana mumakwikwi ekutaura paruzhinji (public speaking), ayo aikotsverwa nesangano reYouth Advocates Zimbabwe.

Haachengete vana vake, asi veshamwarikadzi

MURUME wekubheja mudare kuti haafe akachengeta vana vake asi veshamwarikadzi akanzi abhadhare $150 yemendenenzi pamwedzi.

Okwapaidzwa nechibayamoyo

CHIREVO chinoti, “Kufa kwemurume hubuda hura” chakashaya basa zvichitevera nyaya yemumwe murume uyo akanotsvaga hupoteri kumatare mushure mekugara achirohwa neshamwarikadzi yaakaramba ichiti akaitambisira

Vovakisa chikoro chitsva

VAMWE vana vekuBorrowdale, muHarare vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru zvichitevera kuvakwa kwechikoro chitsva chepuraimari nesekondari chemhando yepamusoro munzvimbo iyi.

‘Pakurirai vana dzidzo izere’

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti zvakakosha kuti zvikoro zvipe vana dzidzo yakazara inosanganisira mabasa emawoko nemakombiyuta sezvo izvi zvichizovabatsira mune ramangwana.

BREAKING NEWS: Malaysia Airlines flight crashes in Ukraine

(CNN) — A Malaysia Airlines flight from Amsterdam to Kuala Lumpur has crashed in eastern Ukraine, Russian news agency Interfax reported Thursday. Malaysia Airlines confirmed that it lost contact with…

‘Takamuudza kuti ongororwa ropa’

Catherine Murombedzi MUKUTAURWA kweshoko rinovaka uye rinopa hupenyu  kana kuti totaura tichiti mukuyambirwa kwemunhu maererano nekurarama kwake, kuzvitambira kwake kunozvara hupenyu hwakanaka tikatora kutaura kuri kuitwa

Kubhoirisa nyama yemombe

Kenneth Chikeya Zvinodiwa: Chikari, poto

Chikwata chakabura dambarefu

CHIKWATA cheAlcoz Disciples, icho chiri pasi pesangano reAlbino Charity Organisation of Zimbabwe, chakabura dambarefu rinokurudzira veruzhinji kuti vachengetedze nharaunda kuburikidza nekusatema miti pamwe nekuita

‘Ndichakurova dakara wafa’

VAHOSI nanyachide vakasvitsana kumatare vachirwira murume apo mukadzi mudiki aiti anogara achitukwa uye kuvimbiswa rufu.

×
×