Murray otatsurana naFederer
SHAsha yemutambo wetennis, Andy Murray, achatatsurana naRoger Federer kumakwikwi eATP World Tour Finals ayo achaitirwa kuLondon nguva pfupi inotevera.
Baba machivei pamusikana webasa?
“Ukaona musikana webasa ave kuitiswa mabasa emubhedhuru akadai, ziva kuti pane mikana yekuti murume anogona kuenda zuva rakacheka nyika,” vakadaro Mai Dhon’a.
Mutambo wezizama worongwa
SANGANO reZimbabwe Tertiary Institutions Sports Union rakasangana svondo radarika musi weMugovera kuGweru apo raiita gadziriro dzemutambo weZimbabwe-Zambia-Malawi (ZIZAMA) Games uyo uchatambirwa muno
Kutevera chitunha mugomba
KUOMA kwehupenyu muZimbabwe ave mazino embwa chaiwo! Dhora harisi kubatika zvekuti nyangwe ukakweretesa munhu dhora chairo haachadzosa. Pane muzukuru wangu akabirwa mari yake yese yepay
TSCZ yopanga veruzhinji mazano
Ernest Muchena KUBVA svondo rino, kambani yeTraffic Safety Council of Zimbabwe (TSCZ) ichange ichipanga mazano vose vanoshandisa mugwagwa uye izvi zvichaitwa kuburikidza nezvinyorwa nemifananidzo zvichabuda papeji rino.
Ndiri mudzimai ane makore 35
MAKADII veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 40 ndiri kutsvaka mukadzi ane makore 35 kusvika 39 anoda zvekuroorwa ari pchokwadi. Ndinoshanda muHurumende. Anoda ndibate pa0773 846 831.
DETEMBA TINZWE: Kushata kwedoro
naAshley Makanga Ini doro munhu wese anondifarira. Upi neupi zvake Munhu mutema kana murungu Ndudzi nendudzi dzevanhu Hapana asingafarire ini, Doro Asiwo zivai wozve kuti, Ini doro ndiri mharadzi Ndinouyisa…
Nzira dzechizvino-zvino dzekudzidzisa
CHIKORO chitsva chiri kuBorrowdale, muHarare, chiri kuvandudza nzira dzekudzidzisa nadzo vana kuburikidza nekushandisa materevhizheni ayo anoratidza zvidzidzo zvakasiyana.
Arsenal yotaurirana na Theo Walcott
ARSENAL yakatanga hurukuro naTheo Walcott yekuwedzera kondirakiti yechizvarwa chekuEngland ichi. Kondirakiti yemutambi uyu, uyo ane makore 25 ekuberekwa, inotarisirwa kupera mugore ra2016 uye akatanga




