Murray pulls through

MIAMI. — Third-seed Andy Murray recovered from an early setback to beat Austrian Dominic Thiem 3-6, 6-4, 6-1 on Wednesday to reach the semi-finals of the Miami Open tennis tournament…

Zim arts business in the Diaspora

R-Kay The Big Stage A new Zimbabwean entertainment industry business has been formed to promote and create strategic networks in the Diaspora for the Zimbabwean arts and culture.

Gwee: mupfuhwira, rinodiwa nevaroyi

Muchaneta Chimuka naKingstone Mapupu TSVAKIRIDZO yakaitwa neKwayedza pamusoro pemhuka inonzi gwee inoratidza kuti mhuka iyi inobatanidzwa nezvakasiyana izvo zvinosanganisira nyaya dzehuroyi pamwe nekupa minyama kuvanhu. Vanotaura vanoti mhuka iyi ikararochema pamusha…

Mapatya vekubatwa huchapa vakatorwa

Nyasha Mutena VANA mapatya vane makore ari pasi pemaviri okuberekwa vekuChitungwiza, vekugara vachibatwa huchapa nababa vavo pamwe chete nemudzimai wavo, vanonzi vakazotorwa kuti vanochengetwa nevebazi rinoona nekubatsirwa kwevanotambura, reSocial Welfare. Izvi

Namibia yakasima miti

Malven Mugadzikwa MUMIRIRI wenyika yeNamibia muZimbabwe, VaBalbina Daes Pienaar, vari kurumbidza chirongwa chekusima miti muzvikoro nenharaunda dzakapoteredza icho chiri kutsigirwa neFriends of the Environment (FOTE), iyo iri pasi peNyaradzo Group,…

6 km ari pabhoneti

Hardway Nyakuwarwa MURUME wekuKambuzuma muguta reHarare anoti akapona neburi retsono apo akafamba makiromita anosvika matanhatu akanamira pabhoneti remotokari yechikomba chemukadzi wake apo vakange vave kutiza mushure mekuvabatikidza vachisasana. Douglas Chipindu (33),

Makunakuna: Sekuru kuroora muzukuru

Kingstone Mapupu MURUME wekwaNjelele, kuGokwe, wekugara nemuzukuru wake – anova mwana watete – achimuita mudzimai kwemakore maviri vachiita makunakuna akaripiswa mombe mbiri nembudzi mbiri nedare ramambo weko. Bothwell Tasara (35), uyo…

Tsaona shoma, vanhu vafare!

KUTANGA neChishanu chino kusvika neMuvhuro unotevera Zimbabwe inenge ichibatana nepasi rose mukupemberera zororo rePasika. Iyi inguva yekuti vatendi vemakereke akasiyana vanenge vachirangarira kufa pamwe nekumuka kwaJesu Kristu. Panguva iyi zvakare, vashandi

‘Usandinokore tsoka’

Garnet Zvimba NYACHIDE akazopotera kudare achida apfidzirwa nekutukirirwa navahosi pabarika avo vaanoti vanomunokora tsoka. Tendai Godho akaudza mutongi weHarare Civil Court, Trevor Nyatsanza, kuti Brenda Jojo anomushungurudza pose pavanosangana. “Mukadzi uyu ane…

Akapukuta $1 200 nepfambi

Garnet Zvimba MUDZIMAI wekuti murume wake akaramba kutenga sitendi yekuvaka imba asi ndokupedzera $1 200 kupfambi akabva mudare achigunun’una apo chikumbiro chake chekuti anoda $400 yemendenenzi chakaraswa. Getrude Mukarwi akamhan’arira murume…

×
×