‘Unza mwana wacho ndizvichengetere’

MURUME wekuti anoda kuti mudzimai waakaita naye mwana amupe azvichengetere oga akazoshaya pekupinda mudare nenyadzi apo akabvunzwa kuti mwana wacho akamuona anomuziva here.

‘N’anga dzinotanga dziri maporofita’

ZVICHAKADAI, VaChisanyu vanoti munhu mutema haakwanise kuzvipatsanura kubva munyaya dzechivanhu. “Munhu mutema, munhu mutema chete. Nokudaro kuti uve munhu zvinobva kuchivanhu nemadzitateguru ako.

GRADE 7: Zvinodiwa pabvunzo

Ticha Danga TINGAGONE kuridimura zvirungamutauro kana kutaura mutauro unotapira sei asi tisingagone kutevedzera manyorerwo chaiwo anotipa goho rakakora, zvatinenge tashanda zvinoshaya basa kana bvunzo dzasvika.

— Ziva —BHAIBHERI

UNOZVIZIVA here kuti Bhaibheri rine mabhuku makumi matanhatu nematanhatu (66). Mabhuku eBhaibheri akanyorwa mumitauro yechiHebheru (Hebrew), Aramaiki (Aramaic) kana chiGiriki (Greek).

Musikana wekumera hohwa ava nemwana

MUSIKANA wechidiki wemuHarare, uyo wekubuda muKwayedza masvondo maviri adarika achipupura kuti anoita zvechipfambi izvo zvava kuita kuti amere zvinhu zvinenge hohwa kusikarudzi yake mushure mekunge ashinha

Ospina orwira chinzvimbo chake

ARSENE Wenger anoti David Ospina akazvipira kurwira kuve mubati wepagedhi weArsenal wekutanga. Ospina, uyo anove chizvarwa chekuColombia, agara ari muchikwata ichi kubva mwaka wadarika muPremier League uye ange ari

O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Mugadzi naSekai havachataudzana

CHITSAUKO 3 (Ongororo: Enderero mberi) Ko Mugadzi aigozoenda nepapi akagarirwa uku neuku “kunge mombe iri kupinda mudhibhi?” (35). Vaviri ava apa rudo pakati pavo runenge rwava kubvira, vanoonekwa vachitsvodana “kunge…

×
×