‘Mvura yechitunha mushonga’

NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti mvura inogezeswa zvitunha inogona kushandiswa semishonga yekuromba mumabasa akasiyana anokonzera matambudziko kune vanenge vaishandisirwa.

‘Wakandizora njovhera’

Mathew Masinge MUKOMANA nemusikana vakakandirana mashoko makobvu nematete mudare vachipomerana kuzadzana chirwere chenjovhera icho chiri kunetsa kuti chirapike.

A-LEVEL — PAFUNGE: Bhazi rakwira Rudo rinovhetemeswa

CHITSAUKO 15 (Ongororo: Enderero mberi) Tinozonzwa munyori ava kudimikira achiti, “Manzuma yakatanga kutukudza kuti ipoye mudanga.” Rudo anoona kuti zvinhu zvaipa munhu kwava kuti regai nditi zibhachu rangu kwandi kuti…

Madzimai ane kodzero yekufamba akasununguka

MAKADII mhuri yeZimbabwe! Tinokutambirai kuchikamu chino cheZimbabwe Women Lawyers Association, apo tiri kukurukura nezvemitemo yemuZimbabwe yakasiyana nematongerwo ari kuitwa nyaya mumatare edzimhosva.

Vadzidzi makumi maviri vakapihwa mabhezari

VADZIDZI vanosvika 20 vemuZimbabwe vakaita rombo rakanaka nguva yadarika apo vakawana mukana wekupihwa mabhezari ekunodzidza kuUnited Kingdom pasi pechirongwa cheChevening Scholarships icho

Sadunhu Makuvise vakashaya

DUNHU reBuhera rakasara riine kusuwa kukuru svondo rapera pamberi zvichitevera kushaika kwaSadunhu Makuvise, VaMathius Makuvise (40). Sadunhu Makuvise vanonzi vakafa vasina kurwara uye zvinofungidzirwa kuti

Kukunda tb makore mashanu anotevera

ZVIRWERE zvemapapu zviri kuwanda munyika ino uye takatarisa kupera kwegore rino kune zvinotarisirwa kuve zvinhanho zvichazadziswa mumakore mashanu anotevera.

‘Uri kudanana nemuramu’

Kudakwashe Chinokuya MUKADZI wekuti ari kudzingwa pamba nemurume wake achimuti “apera basa” akazokwidza nyaya iyi kudare. Taurai Mafamba akamhan’arira Jaspa Gororo kuHarare Civil Court achiti aoneswa pfumvu nekushungurudzwa.

DETEMBA TINZWE: NDITUNGAMIRE

naShingirai Manyengavana Pazvinoita sezvinorema, Zvichimboita sezvaneta. Nemabvi ndinongopfugama, Kune vari kumusoro ndonamata Kuti zvigare zvabuda bhobho. Ishe ndifukidzeiwo nejira reshingiso Mondipfekedzawo manyatera ehunjeri. Kuti ndizove nesimba rekuvaka. Kuzoputsa zvandavaka handidi!…

Vakauya nemibairo kuSouth Africa

CHIKWATA chevana veZimbabwe Young Scientists icho chaimiririra nyika kumakwikwi ezviratidzwa zvemabasa emawoko, eYoung Northern Gauteng Expo, ayo akaitirwa kuSouth Africa nguva yadarika, chakadadisa zvichitevera

×
×