Gadziriro dzebvunzo

Ticha Danga GORE zvarichiri kutanga kudai tati tigare tarima kuitira kuti kana todyara zvigotiitira nyore tisisina mavhinga ayo angatsitsirira mbesa dzedu kuti dzigotadza kubuda zvakanaka. Ndizvo zvinoitwa nemurimi anoziva kuti…

Mabhuku matsva eShona o-level

 Munyaradzi Gunduza ZITA rangu ndinonzi Munyaradzi Gunduza. Ndakakatangira zvidzidzo zvangu kwaMurehwa, ndikazoenda kwaMutare. Mushure mezvo ndakazoenda kuHarare kwandakaitira kwandakadzidza paGlen View 2 Secondary School uye A-Level

Tambu aroorwa. . . asi Netsai ari murima

“HUNDI KWANDIRI” naPeldah Hove (55-64) Nyaya yacho (Enderero mberi):

Vobatsira zvikoro kumaruwa

SANGANO rakazvimirira reZimbabwe Rural Schools Trust rakavamba chirongwa chekuvaka dzimba dzekuverengera (libraries) muzvikoro zviri kumaruwa kumatunhu akasiyana enyika nedonzvo rekusimudzira dzidzo.

Mashura aya, batsirwai: Zinatha

MHURI yemudzimai wekupurazi rePeter kana kuti Amalinda padyo neBudiriro 4, muHarare, uyo anoti anoona baba vake vakafa kare, iri kukurudzirwa kuti itsvage rubatsiro nekuchimbidza.

‘Ndakagurwa mazino nemurume’

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekuti akarohwa zvekusvika pakubviswa mazino nemurume wake, uyo anomupomera kuita chipfambi, akatozosvika pakupotera kudare redzimhosva.

‘Amai ndimi makadya baba’

Yvonne Chidochashe Manyanja IMWE chembere yakagunun’una zvikuru mudare nekuda kwehunhu hwemwanasikana wayo ichiti anoipumha huroyi achiti ndiyo yakadya baba vake.

‘Ndinodashurwa nemudzimai’

Janet Chikotosa MUMWE murume anoti akakandiswa mapfumo pasi neaimbova mudzimai wake uyo aigara achimuzvambaradza nekumutuka izvo zvakazoita kuti amutize achinotsvaga mumwe mukadzi.

Kugara nenyoka kutyora mutemo

NYIKA ipi zvayo, kusanganisira Zimbabwe, ine mitemo inofanira kutevedzwa uye vose vanotyora mitemo iyi vanofanira kunge vachirangwa zvakaringana.

Mwana haadi kuona maroja

Janet Chikotosa MWANAKOMA ane katsika kekudzinga maroja pamba zvisina tsarukano apo amai vake vanenge vasingazvizive akazogadzwa dare.

×
×