‘Wakandisota kuti ndisazvare’
Sandy Musungata MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake achinzi anomushungurudza, akati mudzimai uyu akamusunga nemushonga kuti atadze kusasana nemamwe madzimai.
Anofushira baba vapenyu nendove . . . Ovabvarurira mabhurugwa . . . Vana vavo vasikana varipo
Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati mwana wake anomushungurudza zvakanyanya uye akambomufushira katatu kose mumanyowa emombe pamwe nekumubvarura bhurukwa rake akasara akashama
‘Ndakapotsa ndafira mombe’
Janet Chikotosa MUMWE mukadzi anoti murume wake akamboedza kumuuraya nekumuvhara mhuno kuitira kuti atadze kufema mushure mekunge atengesa mombe yavo nechinangwa chekuti mhuri iwane mari yechouviri.
‘Musazeze, batai munhu’
MASANGANO anomiririra maporofita nen’anga vari kushona maitiro edzimwe nhengo dzawo, idzo dzinozviti vanatsikamutanda vari kurozva veruzhinji mari nehumwe hupfumi kuburikidza nekushandisa chikiribidi.
Mambo Chihota vobatsira chikoro
Janet Chikotosa MAMBO Chihota vekuMarondera, VaRaphael Chigodora, vari kusimudzira dzidzo mudunhu ravo kuburikidza nekuvandudza dzimba dzekufundira pamwe nekubhadharira vamwe vana mari dzechikoro.
kwakabva zita: Domboramwari
Epworth,kuno kuEpworth kune nzvimbo inonzi Domboramwari.Dombo iri rine mudhindo wetsoka yemunhu uri pamusoro paro.
Kubatana nezvikirimbani
NDIRI kuda kutaura nezvekubatana. Kwete Kubatana kunonyorwa naK mukuru kwezita rebhawa kana rechikoro chiri kuFiyo, asi kumwewo kubatana. Kubatana kusiri kwekuti kana mukatishanyira tinokugashirai nekukupai zvekudya
LATEST: Government committed to upholding paramount rule of Chiefs: Minister Ncube
by Ngoni Dapira GOVERNMENT remains committed to ensure the paramount rule of traditional leaders as the custodians of the land, treating them with due respect, a senior Government official has…
No more arrest of journos for defamation
Daniel Nemukuyu Harare Bureau JOURNALISTS who criminally defame people in the discharge of their duties will now not be arrested following a Constitutional Court ruling yesterday that Section 96 of the…


