tsotsi romera muchochororo
‘Akaba matoki ndokushinhirwa’ ‘Handisi tsotsi ini, kuroyiwa uku’ Muchaneta Chimuka MURUME wechidiki wekwaChikwaka, kudunhu reMashonaland East, akatarisana nedambudziko rinotyisa – anonzi ari kumera chinhu chinenge rembe kana kuti muchochororo pachirebvu…
Vaimbi ngatibatanei: Mutodi
MUIMBI weAfro-Pop neJazz, Tich Mutodi, uyo anotsigirwa nechikwata cheNzukwa Identity Band okurudzira vaimbi vemusambo uyu pamwe nesungura kuti vabatane pakuita mashoo nedonzvo rekusimudzirana. Panguva iyo kushomeka kwemari munyika kuri kutadzisa vamwe…
Kusunga dhuku: Yanga yakaipei?
MUNGAONE vanhukadzi mazuva ano vakasunga madhuku mukafunga kuti pamwe kuteta chando. Vamwewo maifunga kuti kusunga dhuku ndezvavanhu vakasara nechizvino-zvino, vamwe vafundisi veshoko raMwari vachiti inzira yokusungira vhangeri mudhuku.
Zvikoro 100 zvitsva
GURUKOTA rezvedzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti Hurumende ine hurongwa hwekuvaka zvikoro zvinosvika 100 munguva inotevera kumatanhu akasiyana enyika nedonzvo rekuwanisa fundo kuvana vose. Vachitaura pakuparurwa kwechirongwa cheNational Global Action…
Kugcotshwa abameli bePhalemende yabatsha
Buhlebenkosi Gaule KUSASA ilizwe leZimbabwe lihlanganyela lamanye amazwe esizwekazi seAfrica kugujwa usuku lweDay of the African Child. Kwelakithi usuku lolu luzagujwa ngendlela ehlukeneyo nanko phela kuzagcotshwa njalo abantwana besikolo abazaba…
Shandisai madiridziro nemazvo: Marapira
HURUMENDE inoti iri kushushikana zvikuru nekuda kwemimwe midziyo yemadiridziro isiri kushandiswa kwemakore akawanda izvo zviri kudzorera kumashure mabasa ekurima. Vachitaura nevarimi pakuparurwa kwechirongwa chekuuchika mbeu yechibage nekugadzira mishonga yezvirimwa kuMazowe nguva…
muchandiguta: songani
‘Mirai muone muEuropa’ ‘KuAfcon ndiri kuzoenda’ Abel Ndooka MUTAMBI wenhabvu wemaWarriors neSonderjyske yekuDenmark, Silas Songani, anoti zvikwata zvemuEurope zvichamuona mwaka unotevera apo chikwata chake chichakwikwidza mumitambo yeEUFA Europa League. Songani achaita…
‘Kubatirira varwere muchipatara bodo’
Vakataura mashoko aya mudare reNational Assembly svondo rapera apo vaipindura mubvunzo wemumiriri weWarren Park, Engineer Elias Mudzuri, avo vaida kuziva mutemo unoshandiswa kuvarwere vanenge vatadza kubhadhara mari yekurapwa muzvipatara.MUTEVEDZERI wegurukota…
UMBONO: Ayikho into enhle ngokuba yisitabane
KULEZINSUKU kuyimvama ukuzwa kumbe ukubona umuntu wesilisa eziphatha kumbe egqoka njengomfazi. Bakhona njalo abesintwana obathola beziphatha njengamadoda akuseyinto emangalisayo. Lokhu asazi ukuthi kuvela ngaphi ngoba kwelikaMthwakazi bekungekho lokhu izolo. Asazi…
Kurima muriwo, maruva kune pundutso
VARIMI vanokwanisa kuwana pundutso mubasa ravo nekurima mbesa dzakaita semuriwo, maruva nematomatisi zvisinei nezvimhingamipinyi zviripo zvinosanganisira kusanduka kwemamiriro ekunze kuburikidza nekushandisa madiridziro asingadhure uye vachikohwa pakuru.











