Mombe yokurongerwa kama wakaringa nzira!

KWEDU anonzi mazorora mudenga. Asi chokwadi chaicho ndechokuti dzinenge dziri nungo dzavanhu vakajaira kudya zvokupihwa, kudya zvavasingazivi kuti zvakashandwa sei. Usimbe chaihwo! Vanhu vanochema mabasa, uyewo zviri pachena kuti ruzhinji…

Balungiselela inkezo yeHeroes Day kuNyafa

Ncekwenhle Ncube AMAQEMBU adlala kuligi yenguqu eseNyathi eyaziwa ngokuthi yiNyathi Football Association (Nyafa) aseqalile amalungiselelo emidlalo ezadlalwa ngomkhosi wokuthakazelela amaqhawe akuleli.

Sharapova ofemeswa moto

SHASHA yemutambo wetenesi yekuRussia, Maria Sharapova (29), achakundikana kukwikwidza kumutambo weRio Olympics mwedzi unotevera mushure mekunge nyaya yaari kurwira kuti ishandurwe neInternational Tennis Federation yakanzi ichazonzwikwa muna Gunyana. Mutambi uyu akawanikwa…

Sisi vekukecha mwana mubhawa vari kutongwa

Muchaneta Chimuka NYAYA yemukadzi uya wekumiswa pamberi pedare reChitungwiza Magistrates’ Courts svondo rapera pamberi akatarisana nemhosva yekushinha nekamwana kane makore 12 okuberekwa ndokukatapurira utachiona hweHIV apo “vakakechana” murimwe bhawa reko…

Murume okumbira gupuro kumukadzi

Tafadzwa Mutsotso MURUME wekuoneswa ndondo achipisirwa hembe nekuputsirwa mahwindo emba nemudzimai wake akazokwidza nyaya iyi kudare redzimhosva achida kuti apihwe gupuro negwaro rerunyararo. Robson Chapurungana akaudza mutongi wedare reHarare Civil Court,…

Xhaka mbambo yeArsenal

MUTAMBI weSwitzerland, Granit Xhaka (23), ari kutarisirwa kutamba chinzvimbo chikuru kuArsenal zvichitevera kutengwa kwaakaitwa nemari inosvika 35 miriyoni paunzi achibva kuBorussia Monchengladbach, sekufunga kwaPer Mertesacker. Chizvarwa chekuGermany ichi chinoti chakamirira kutamba…

Batsiraiwo murwere wegomarara Dube

Muchaneta Chimuka MUKOMANA wechidiki wekuArda Transau iri kwaMutare ari kutsvaga rubatsiro rwemari inokwana US$650 kuruzhinji rweZimbabwe yekuti akwanise kurapwa chirwere chegomarara reganda icho chiri kumutambudza zvakanyanya kubvira gore rapera. Isaac Dube…

‘Ipfambi iyo, ndiko kwaakasotwa’

Kingstone Mapupu VABEREKI vemukadzi anoti ari kuitwa mukadzi nezinyoka iro rinomuyamwa, richipinda nemukanwa serinomutsvoda uye kugara mudumbu make vanoti mwanasikana wavo uyu ngaataure chokwadi chekuti ipfambi yemakoko zvekuti anoziva kwakabva…

Mukaka wemukadzi waoma

MUBVUNZO: Sekuru, mukadzi wangu ane 3 weeks asununguka. Pose apa mukaka waibuda wakawanda asi pari zvino mazamu ake akaoma kuti gwa. Haachabuda kana donhwe zvaro. Chingava chii? MHINDURO: Muzukuru, nevamwe…

Madyarirwo embeu yefodya

Wonder Chakanyuka VARIMI kuti vakohwe fodya yemhando yepamusoro inovawanisa muripo wavanogutsikana nawo kumisika pakuitengesa zvinotangira pambesa yakanaka. Nekudaro nyanzvi dzezvekurima fodya dzinokurudzira kurimwa kwenhondo dzine hutano uye dzinokura zvakaenzana. Varimi vefodya yemadiridziro…

×
×