From baby photoshoot to global football icons: Messi and Yamal inspire millions
Vusumuzi Dube, Deputy Radar Editor AN iconic photograph showing a baby Lamine Yamal being held by football legend Lionel Messi during a UNICEF fundraising photoshoot more than 18 years ago…
Mudzimai ane mapatya, akatsva nemafuta otsvaga rubatsiro
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuManyame Park, kuChitungwiza, uyo akawirwa netsaona yekutsva nemafuta ainge ari pamoto panguva yekubika uye ane mapatya ane mwedzi miviri yekuberekwa, otsvaga rubatsiro rwemishonga yekurapwa pamwe nemukaka wemumagaba…
Owayengunozinti weBosso leChicken Inn, uNjabulo “Popo” Nyoni kasekho
YiNtatheli kaMthunywa SEKWEHLE iyezi elimnyama kubalandeli bebhola kuleli kulandela ukwedlula emhlabeni kukaNjabulo “Popo” Nyoni owayengunozinti weHighlanders leChicken Inn. UNyoni udlule emhlabeni ngoLwesine njalo imbangela yokufa kwakhe ayikavezwa. UPopo wayengomunye wabonozinti…
Zimbabwe, UN vobatana kubatsira vari kudzoka kubva SA
Thupeyo Muleya ari kuBeitbridge HURUMENDE nesangano remubatanidzwa wepasi rose reUnited Nations vakanyorerana pasi chibvumirano chekushanda pamwe chete mukuunganidza zviwanikwa zvine chinangwa chekusimbisa rutsigiro rwekubatsira zvizvarwa zvemuZimbabwe izvo zviri kudzoka kubva…
Kuwe umuthi omkhulu endimeni kutshona uSeputla
Kuwe umuthi omkhulu endimeni kaqeda isizungu ikakhulukazi kuthelevishini kutshona umlingisi uSeputla Sebegodi (63). Abanengi bazomkhumbula elingisa kuGenerations enguKenneth Mashaba owayetshade lonkosikazi owayemncane uDeneo. Umdeni kaSeputla usuqinisekile ukuthi lolu qweqwe lomlingisi…
Chirwere chemhezi chanyuka muHarare
Muchaneta Chimuka KANZURU yeguta reHarare inotsinhira nezvekunyuka kwechirwere chemhezi (scabies) munharaunda yeHopley neStoneridge. Chirwere ichi chinonzi chakatanga kunyuka pakati pemwedzi waChikumi uye vana vane makore ari pasi pegumi nemaviri okuberekwa…
Ex Bosso, Gamecocks goalie died at his family home
Fungai Muderere [email protected] FORMER Highlanders and Chicken Inn goalkeeper Njabulo “Popo” Nyoni passed away at his family home in Cement Siding, Bulawayo, on Thursday, it has been learnt. Nyoni, who…
Mwana ane ‘mangoromera’ arova mumwe akafa nekuda kweUS$2
Tendai Gukutikwa RIMA guru rakaburuka pachikoro cheMushunge High School, kwaMarange apo pakava nekunetsana nekuda kweUS$2 pakati pevadzidzi vaviri izvo zvakazoguma nekuti mwana weFomu 1 ange achirasikirwa neupenyu mushure mekunge arohwa…
Tobacco Indaba begins with crackdown on illegal varieties
Theseus Mauruki Shambare The INAUGURAL Joint Illegal Tobacco Varieties Indaba is underway in Harare today, with Government using the platform to launch a renewed crackdown on the cultivation of illegal…
President Mnangagwa headlines inaugural SMEs, Cooperatives Indaba
President Mnangagwa is expected to officially open the inaugural National Micro, Small and Medium Enterprises (MSMEs) and Cooperatives Indaba at the Harare International Conference Centre today. The two-day indaba, running…











