Akafa nekunwa doro

Kingstone Mapupu MURUME wekuMazowe — nyakuzvifadza nekunwa doro rakasiyana musi weGoredzva — anonzi akazofa nekuda kwekuraradza uku. Assistant Inspector Naison Dhliwayo — avo vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland Central…

Mhuri yogariswa musango naPapa . . . ‘Ndiko kuti nhamo dzenyu dzipere’

Kingstone Mapupu CHIKWATA chevanamati 13 vechechi yeJohane Masowe weChishanu vanobva kwaMurehwa — vanhu vakuru nevana — chinonzi chapedza mwedzi mitatu chichigara pamhene musango riri kuGweru mushure mekunzi nemumwe muporofita vanogara…

Mufushwa wemunyemba une dovi

MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye vasingabatwe nezvirwere pose-pose. Mumufushwa uyu munowanikwa kudya kunosanganisira iron inova inosimbisa mapfupa. Kudya uku kunowedzera…

Akapotsa afira huku yaakatema

Kingstone Mapupu MURUME wekuNyamakate, kuKaroi, akasungwa nemapurisa eko achipomerwa mhosva yekurova mumwe mugari weko zvekumuita kafiramberi padare rasabhuku mushure mekunge vapopotedzana nenyaya yehuku iyo ainge atema nedombo ichibva yatyoka gumbo.…

Isai fetireza: ZFU

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) riri kukurudzira varimi kuti vashandise mukana wemvura iri kunaya kunzvimbo dzakawanda dzenyika kuisa mafetireza epamusoro kuti zvirimwa zvavo zvirege kunyukurwa. VaPaul Zakariya, avo…

Go Warriors Go: Vatsigiri

Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti chikwata chenyika chemaWarriors chinoda minamato yakasimba apo chiri kunanga kuCameroon kunokwikwidza kumutambo weAfrican Nations Championship (CHAN) uyo unotanga nemusi weMugovera. Rwendo rwemaWarriors rwekuenda kumutambo uyu…

Chess yotambwa padandemutande

Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Chess Federation (ZCF) rinoti riri pakati pekuronga kuti mutambo uyu uitwe kuburikidza nedandemutande munyika muno zvichitevera kunyuka kepiri kwechirwere cheCovid-19. Mutauriri weZCF, Thabo Elisha, anoti vane…

Taurairwa mabasa – Varimi

Muchaneta Chimuka VAMWE varimi vari kuchema-chema nenyaya dzekushaya matsamba ekufambisa kuti vakwanise kuenda kuminda yavo munguva ino ye”lockdown” izvo zvavanoti zvaita kuti vakundikane kufambirana nemwaka dzekuita mabasa avo. Muhurukuro neKwayedza,…

Vanhu vari kufa

Tandayi Motsi HUWANDU hwevanhu vari kufa neCovid-19 muZimbabwe huri kuramba huchikwira apo Hurumende iri kuzama nepose painokwanisa kuedza kumisa kupararira kwechirwere ichi. Kusvika nemusi weChipiri, vanhu 551 vange vafa neCovid-19…

Tevedzerai zvose: Chinoz

Kingstone Mapupu MUMIRIRI weBuhera South mudare reNational Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vari kukurudzira veruzhinji kuti vatevedzere matanho akatarwa neHurumende ekuedza kumisa kutapurirana nekupararira kweCovid-19 zvichitevera kuwanda kwevanhu vari kubatwa nechirwere…

×
×