Baba vakakoshiwa mwana

Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekuti akatiza murume nekuda kwenzara yekushaya zvose akazoenda kumatare achida kuti murume uyu achengete mwana wavo. Tecla Mudiwa akaendesa Abel Chirarawire kuHarare Civil Court achiti haasi kuchengeta…

Vopunduka nekupfuya nguruve

Kingstone Mapupu CHIRONGWA chekupfuya nguruve kwaShe Chivero kuMhondoro chounza budiriro kudunhu iri kuburikidza nekuwanisa vechidiki mabasa. Bhindauko iri, iro rinosanganisira mabhucha nebhawa zvinotengeswa nyama yenguruve iyi, riri kuitwa pasi pekambani…

Zvimwe zvirimwa zvowoma

Muchaneta Chimuka ZVIRIMWA zviri kune dzimwe nzvimbo dzenyika zvinonzi zvave kutotangisa kuwoma uye zviri kutyirwa kuti zvinogona kuparara zvachose kana mvura ikasaya mazuva mashoma ari kutevera. Mutungamiriri weZimbabwe Farmers Union, VaAbdul…

‘Ndine barika, ndapera’

Garnet Zvimba MUDZIDZISI wekuita barika akamiswa pamberi pedare navahosi vake achinzi ari kupedza kutsondokota mari kupfambi. Farai Kunonga akamhan’arirwa kuHarare Civil Court nemudzimai wake, Tapiwa Matizha, achiti anoda $90 yekuchengeta mwana. “Ini…

Mhuri yorema kuchengeta

Garnet Zvimba MURUME wekuti mhuri yake yamukurira sezvo ari kuona chitsvuku nekuichengeta akaenda kudare achida kuderedzerwa mari yemendenenzi yaari kubhadhara sezvo ave kuita upenyu hwegwaku-mukwaku. Innocent Chiwocha akaendesa Rachel Kasu…

Vechidiki vobatsira kurwisa malaria

Kingstone Mapupu SANGANO rinoona nezvebudiriro yevechidiki munyika, reYouth in Development Trust (YDT), rinoti riri kushanda neHurumende mukurwisa kupararira kwechirwere chemalaria zvichitevera kunaya kwemvura yakawanda munzvimbo dzakatsaukana dzenyika. Sachigaro wesangano iri,

Kudzivirira tsaona nemota iri kukutevera

Ernest Muchena TINOKWANISA kubonderwa nemota iri kumashure kwedu kana tikasangwarira. Mumwe angati, “Zvino ndodii? Ko iye anga asingandione here?”  Mumwe otiwo, “Ko ini ndinganzi ndiite sei? Arovera ndiye ane mhosvaka.”…

Samusha ari ‘kukuya nyemba nemusana’

Garnet Zvimba SAMUSHA wekuomerwa nekubvisa mari yekuchengeta mwana wake sezvo asingachasevenzi akakumbira dare kuti ridzikise mari iyi achiti upenyu hwaave kurarama hwakafanana “nekukuya nyemba nemusana”. Dainus Musonza akakumbira Harare Civil Court…

Ngatitaurei nevana nguva dzose

ZVINOITA here kuti mubereki akaona kuti mwana ava nemukomana kana musikana waari kudanana naye ogara pasi kutaura nhaurwa yekudzivirira pamuviri nezvirwere zvepabonde kunyangwe asati abve zera? Mubereki anofanira kutaura nhau iyi…

Mafoni muchikoro: Toringepi?

VAMWE vana vechikoro vanoti vanotsigira danho regurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, ekuti vakuru vezvikoro vanofanira kubvumira vadzidzi kushandisa nharembozha panguva yavanenge vari kuchikoro.

×