‘Nemuzukuru hatife takarambana’

MUZUKURU wekuzvuvira ambuya vemurume wake kudare achiti vanomushungurudza nekudanana nemurume wake akashaya remuromo apo vakati havambofa vakamuramba.

Pafundo: Zim yava kumberi

ZIMBABWE yakarumbidzwa zvikuru nekuzadzikisa kwayakaita zvimwe zvinangwa zveMillenium Development Goals (MDG’s) muchikamu chedzidzo izvo zvinosanganisira kuona kuti vana vose vanotanga dzidzo yepuraimari

Akakiira kamwana kuChi-town ndokunosasana kuBeitbridge

Shamiso Kufaruwenga PFAMBI yemakoko yekusiya yakiira mwana wayo ane makore maviri ekuberekwa mumba kuChitungwiza ndokuenda kuBeitbridge kunosasana yakazochechuka yamiswa mudare apo yakabatwa nemhosva yekusiya kamwana aka koga.

Kubika muriwo wekabheji

Kenneth Chikeya Zvinodiwa pakubika: Poto, kahari kana pani

Djokovic ofarira mwana

SHASHA yemutambo wetennis, Novac Djokovic, oti haana hanya nekuti akaita nhamba 1 kakawanda sezvo kuita mwana kanova kekutanga muhupenyu hwake kuri kumuzadza nemufaro wakanyanya.

Anotukirira vabereki vemukadzi

Tatenda Moyo MUKADZI wekuti anogarotukirwa vabereki vake nemurume wake apo anomubvunza mari yekuchengeta vana vavo akazoguma akwira kumatare edzimhosva.

‘Muridzi wezvidhoma ndinomuziva’

naMalven Mugadzikwa MBUYA vaye vekuMsasa, muHarare, vekunovhurisira zvidhoma dhoketi kumapurisa mushure mekunge vati zvinhu izvi zvavafemesa, vanoti vanoziva kwakabva zvikwambo izvi – kunyangwe zvazvo vasingakwanise kudura.

Bhodhi idzva reIndoor Cricket

BHODHI idzva richange richitungamira ligi reDa Vinci Indoor Cricket League rakagadzwa munguva yadarika zvichitevera kusiya basa kwakaita Jim Marshall uyo aive sachigaro.

Njuzu inoda vakanaka chete: N’anga

DZIMWE nyanzvi munyaya dzechivanhu pamwe nemaporofita vakapa maonero avo pamusoro penyaya yemusikana anoti akagara pasi pemvura nenjuzu kwemakore akawanda apo aitumwa kunobira vanhurume mari neupfumi hwavo.

Magetsi: Shaisa mufaro chaiyo!

CHAVE chisionekwi umhandara hwaamai! Pandinogaroona mamiriro aita motokari yomumwe mutungamiri webato rinopikisa, ndinozvibvunza kuti aizviziva here kuti ingozi kutuka amai nokuti unotanda botso? Zvinenge zvichiita

×
×