GRADE 7: Tsanangudzo dzetsumo

Ticha Danga NYAYA yenhava inobvira kure. Zvinobvira kumarukirwo ayo kusvika pamachengeterwo. Nhava haingorukwa nechero rwodzi kana gavi. Panotsvagwa makavi omupfuti, ayo anotsokotwa kana kutswiwa zvakareruka muduri mushure

‘Imhosva yekanzuru’

Tatenda Moyo SAMUSHA aimboshanda kuimwe kanzuru akapotera kudare achida kuti mari yemendenenzi yaari kubhadhara idzikiswe zvichitevera kupera kwakaita basa.

Oti akafuswa natezvara navamwene

Orpah Mukotekwa MUROORA wekuti akadzingwa pamba natezvara navamwene vake, avo vaigara vachimutukirira, akazopotera kudare. Andrew Nyamudo akamhan’arirwa kuHarare Civil Court neaimbove mukadzi wake, Calisia Chazemba, achida

Kupumha huroyi handidi: Mambo

MAMBO Chundu vekuHurungwe vari kutsidza kuti havachadi zvachose kuona n’anga kana maporofita vanofamba vachiti vanopumha huroyi nekuchenura misha mudunhu ravo nekuda kwekuti vanhu ava vari kusiya vakonzera

Mazuva atopindana

MWEDZI waGumiguru watopera. Kupera kwawo kufambawo kwenguva. Zvoreva kuti mugore ra2014 tatofamba mwedzi gumi, uye zvichirevawo kuti kwasara mwedzi miviri kuti gore rino ripere. Richapera vanhu vachiti

Kubatana kwakakosha: President

MUTUNGAMIRIRI wenyika neHurumende, President Mugabe, nemusi weChipiri svondo rino vakakurudzira runyararo pamwe nekubatana munyika uye kugadzirisa zvimhingamipinyi munyaya dzeupfumi izvo zvakatarisana

Ozviti haasisiri ‘mhene’

Orpah Mukotekwa MURUME anoti aimbova muzvinhabhizimusi ane mbiri akachema-chema mudare achida kudzikisirwa mari yemendenenzi yaari kubhadhara kubva pa$80 kusvika $30 achiti upenyu hwakange hwamuomera sezvo ave kudya

Dhiri remudhudhudhu rakadhuuka

Orpah Mukotekwa DHIRI rekutengeserana mudhudhudhu pakati pevarume vaviri rakazoputika apo vakadhonzerana kudare mushure mekunge nyakutengeserwa ave kuda kudzoserwa mari yake.

President Sata vakashaya

VANHU venyika yeZambia nevepasi rose vakafuma vachichema nemusi weChitatu svondo rino mushure mekutambira mashoko okuti mutungamiriri wenyika iyi, President Michael Sata (77), (vari pamufananidzo) vainge vashaya neChipiri

‘Ndinopihwa maZimdollar’. . . oti zvimari izvi zvatozara dhiramu

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati murume wake, uyo anove mugadhijeri, achiri kumubhadhara mendenenzi nemaZimdollar achiti ashandise mari iyi kutenga zvekudya pamwe nekubhadharira vana

×
×