O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Chokupamba akanga ari mbimbindoga

CHITSAUKO 10 (Ongororo: Enderero mberi) Mauto ane zvaakaratidza kuvanhu (war tactics demonstrations). Vonosvetuka vachimhanya vakasimudza mapfumo

Shasha pakudhirowa

KAKOMANA shasha pakudhirowa pamwe nechidzidzo cheTechnical Graphics kanoti vana vachikoro vanofanira kudzidza vaine chinangwa uye kushanda nesimba ndiwo musimboti webudiriro mudzidzo.

Vavakidzani vatosvorana

Orpah Mukotekwa VAVAKIDZANI vaviri vakaendesana kudare redzimhosva apo mumwe aida gwaro redziviriro achiti akapotsa apondwa nezvidhina mushure mekunetsana.

Chivandire otungamira Zru

SANGANO reZimbabwe Rugby Union svondo rino rakazivisa kuti rakagadza Brighton Chivandire pachigaro chadirector rinova basa raanotarisirwa kutanga musi wa1 Mbudzi.

Ebola: Chinombori chirwere hwai?

CHIRWERE cheEbol, icho chanetsa kunyika dziri kumadokero kweAfrica kunyanya, chinokonzerwa neutachiona hunonzi Ebolavirus kana kuti Hemorrhagic Fever. Chirwere ichi chinobata vanhu nedzimwe mhuka dzinoyamwisa

‘NdezveDeMbare’ . . . asi zpc ne caps united zvichirimo

APO ligi reCastle Lager Premier Soccer League rave kusvika kwamvura yacheka makumbo vamwe vatsigiri venhabvu nevaongorori vemutambo uyu vanoti pakati pezvikwata zvinoti Dynamos neZPC Kariba ndipo pane

Vopura mari nehuku

IMWE mhuri yekwaShe Chundu kuHurungwe yopunduka nekuda kwebhindaduko rekuchengeta huku iyo pari zvino ine huku dzinodarika 4 000.

Paprika ine pundutso

Steve Mapfumo VARIMI vanokurudzira kuvandudza mabasa avo nekurima zvimwe zvirimwa zvakaita sepaprika sezvo ichigona kuvapa pundutso zvisinei nekuti kurimwa kwayo kwaderera zvikuru makore ano.

‘Kuverenga ndiwo mushonga bedzi’

MUSIKANA anovA chikwapuro paHarare Girls High anoti vana vechikoro vakawanda vanokundikana muzvidzidzo zvavo nemhaka yekutungamidza kutamba vasingazvipe nguva yekuverenga mabhuku yakakwana.

Girls high ine zvikwapuro . . . ‘Mabhuku ndiko kudya kwangu’

VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vasatambise mukana wavanenge vawaniswa nevabereki wekudzidza nesimba sezvo fundo iri iyo nhaka yeupenyu.

×
×