Kuuraya kunoita: Muporofita wetsono

MUPOROFITA uye wechechi yeJohane Masowe Nyenyedzi Nomwe yeNguwo Tsvuku, nyakubuda mubepanhu rino svondo rapera pamberi achiti anogona kuuraya vanhu netsono, anoti haaone paine chakashata kuti munhu anofa

Tarenda rizere kuDivision 1: Magaya

KUNENGE kusingadanwe anonzwa svondo rino muligi reDivision One apo zvikwata zvisere zvichatatsurana mumutambo weYadah TV Top 8 Knockout Tournament.

Kutamba mukati medutu guru

Catherine Murombedzi KAZIWAI, ini ndinonzi Loyce Maturu ndiri musikana ane makore makumi maviri nemaviri okuberekwa. Ndinoshanda nesangano rinoona nevana rinonzi AFRICAID Zvandiri semudzidzisi wevamwe vana (peer counsellor).

Afz yosimudzira e-learning

MAUTO emuchadenga, eAir Force of Zimbabwe, ari kusimudzira dzidzo kumaruwa kuburikidza nehomwe yeAFZ Commander Charity Fund uye svondo rapera vamwe vadzidzisi vechikoro chiri kuMt Darwin vakabatsirika pasi

Kupfuya nyuchi, huchi muhomwe

VARIMI vakakurudzirwa kupfuya nyuchi pamusoro pemamwe mabasa avo ekurima sezvo izvi zvichigona kuvapa pundutso kuburikidza nekuzviwanira mari yakawanda zvikuru nemabhindauko akadai.

Dzvi-i aine chikomba parufu rwemurume

AKAVE mashura padunhu pane rimwe purazi rakagariswa vanhu patsva, reSam Levy, kuSunnyside kuNyabira, apo mumwe mukadzi anonzi akabatikidzwa aine chikomba parufu rwemurume wake.

‘Huyai tidzokerane mai mwana’

MURUME ane mudzimai wekuHighfield, muHarare, wekuvhiiwa dumbu rainge rakakurisa sezvinonzi ane pamuviri kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital ndokuburitswa chinhu chairema 25 kgs, uyo akambenge atiza mukadzi

Mimba yakabuda 43kgs dze‘chinhu’

MUDZIMAI uye wekuNorton, uyo anova muporofita weJohane Masowe weChishanu, wekuita makore matatu akazvimba dumbu zvekunge munhu akakurirwa zvakanyanya nemimba, akazovhiiwa namachiremba kuchipatara

MAONERO EDU: AFZ ngairumbidzwe pakusimudzira dzidzo yekumaruwa

BUDIRIRO yeZimbabwe panyaya yedzidzo, iyo yaita kuti nyika ino ive pamusoro pedzimwe nyika dzose muAfrica mukugona kuverenga nekunyora nechikamu che92 percent, yakauya kuburikidza nekushanda nesimba

Manyuchi akawana mumwe mukotsveri

SHANGWITI yemutambo wetsiva, Charles Manyuchi uyo anga achichema-chema nenyaya yekushaya vakotsveri, ari mudenga rechinomwe zvichitevera kuwana kwaakaita mumwe mukotsveri anove muzvinhabhizimusi

×
×