Kamunakiro ketsuro mudovi

Kenneth Chikeya Zvinodiwa: Chikari,

Chii chinonzi ‘peace order’?

ZUVA nezuva mumapepanhau, kusanganisira kumatare edzimhosva eCivil Court, kunobuda nyaya dzavanhu vanenge vachinokumbira mamejasitiriti kuti avape matsamba anodaidzwa kuti “peace order”.

Muchaneta aneteswa nemukadzi

ZVINOTAURWA kuti mamwe mazita ane zvaanoreva chinoita kunge chokwadi kumurume wekuChitungwiza anonzi Muchaneta uyo anoti zvedi, aneteswa nemudzimai wake.

A-LEVEL — MUBAIRO: George anonoona Miriam

CHITSAUKO 14 (Nyaya yacho) George apedza kutenga zvemubindu, anosiya Musiyiwa achichengeta motokari iye ndokuenda kunoona muzukuru

Vorwira muganhu wemunda

Yvonne Chipato BOPOTO remuganhu wemunda pakati pevavakidzani rakazoperera kudare apo mumwe akange atemerwa mwana wake nematombo zvikaita kuti akuvare.

‘Kutombundirana zvenyu!’

Nyore Madzianike MUTYAIRI wekambani yeParrogate Zimbabwe Limited akamiswa mudare akatarisana nemhosva yekurova mukadzi wake pamwe nekumumwaya “mvura yemuteuro” achimupomera kudanana nemurume wechichena, uye

‘Une chimbuzi mumukanwa’

Arnold Kaseke MADHIRI ekutengeserana terevhizheni pakati pemumwe mukadzi nemurume akazoputika apo vakadhonzerana kudare mushure mekunge mudzimai uyu ave kuda kudzoserwa mari yake achiti terevhizheni yacho haishande.

Mwana anoporofita akasungiswa

Nyore Madzianike MURUME wekuMarondera akaendesa muporofitakadzi ane makore 16 okuberekwa kudare achimupomera mhosva yekuti akamuti muroyi uye ane chikwambo chinoshungurudza mhuri yake.

Murray akabuda muchikwata cheshasha

SHASHA yetennis, Andy Murray uyo ange ari mumwe wevanogona zvanyanya  gumi dzemutambo uyu pasi rose, haasisimo muchikwata ichi zvichitevera kutadza kuhwinha kwaakaita kumakwikwi eUS Open.  Murray ange ari

FC Platinum toda kuibika: CAPS

CAPS United yakatsiidza kuti rwendo rwuno inoda kurakasha FC Platinum zvakasimba apo zvikwata zviviri izvi zvichasangana svondo rino muquarter-final  yeChibuku Super Cup.

×
×