Clearline yakahwina

CHIKWATA cheClearline Electricals Pool Club ndicho chakahwina mutambo wePacific Storm Harare Pool League Mid-season Gala uyo wakatambirwa kuGlen View muguta reHarare svondo radarika.

O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Revai namambo vanomukira kuenda kuninga

CHITSAUKO 8 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Revai namambo vanomukira mangwanani vakananga kumapinga. Pavanosvika kunze kunenge kwachena zvekuti

Mutupo: Nyamuzihwa

SHUMBA NYAMUZIHWA Maita Nyamuzihwa, Shumba, Hara, maita Muchori. Maita waNanga wasina mhezi, Wakabva Buja neMbondwe. Maita Nechinanga, muzukuru waChakoreka. Ewo Bonga, waChingate, Muzukuru waMapahwe, wari Choma, Ewoyi Shumba, maita Hara.…

DETEMBA TINZWE: Ngwarira

naGrace Jon Zvamunondiona kuonda kudai Vanotaura vanoti ndave nayo Saka iwe ngwarira nekuti haiputirwe Ndakatanga nekurutsa Ndichiita kunge ndicharutsa moyo Kurwara rwara akava magariro Ndakabva ndaziva kuti zvashata Kuchipatara kwakava…

Cadetship: Mari ndipo pasina

HURUMENDE iri kusangana nematambudziko ekusafamba zvakanaka kwechirongwa chekubatsira vadzidzi vanoshaya vari kumakoreji nemayunivhesiti, cheCadetship, nekuda kwezvimhingamupinyi munyaya dzeupfumi

Gogo vakamhan’arira zvidhoma kumapurisa

naMalven Mugadzikwa CHEMBERE inogara kuMsasa, muHarare inoti yakamanikidzwa kuvhurisa docket kumapurisa mushure mekuoneswa ndondo nezvidhoma kana kuti zvikwambo izvo zvinoirova, zvichiitira tsvina mumidziyo, kuibira mari,

Bosso yorongera DeMbare

KUNOTSVA demo kuchisara mupinyu svondo rino kunhandare yeNational Sports Stadium musi weMugovera apo Dynamos FC neHighlanders FC zvichange zvichitatsurana mufainari yemutambo weTM Pick n Pay Challenge Cup.

Mapofu, vasingataure voponeswa?

PANE mhuri yevana vana avo vakaberekwa vasingagone kutaura zvachose asi vave kunzi dambudziko ravo rakapedzwa nemamwe maporofita ekuGoora, kwaShe Madziva, kuMashonaland Central.

Muropa akaparura DVD

MUIMBI ari kusimukira uyo ane mukurumbira zvakare wekuekita mumadhirama, Bornface Muropa (38) anozivikanwa nezita rekuti Nhamo mumutambo uri kunetsa mazuva ano unonzi “Vavakidzani”, akaparura DVD

‘Itai musangano wezvedzidzo’

MUMIRIRI weMutare South mudare reNational Assembly, Cde Nyasha Chikwinya, vanoti Hurumende inofanira kuita musangano mukuru wechimbi-chimbi wemapoka akasiyana anoona nezvedzidzo munyika nedonzvo

×
×