Jesu haasi mutsono dzemaporofita
NDINOGARA munyika ino, asi ndine imwe nyika yandinonzvenga ndichinopinda nguva zhinji. Nyika iyoyo inyika yaMwari, uye kana ndapindamo handisisiri munhu anogeza nesipo achizora mafuta anonhuhwirira kuti ndigashirwe.
FC Platinum,CAPS dhuma
CHAKABVONDOKA svondo rino kuMandava Stadium, kuZvishavane uko FC Platinum ichasangana neCAPS United mumutambo weZimbabwe National Army Charity Cup musi weMugovera.
Kwayedza: Anoti pwe-e ndiani?
BEPANHAU reKwayedza ndiro riri pamusoro pamapepanhau ose gumi ayo anobuda kamwe chete pasvondo pakupakura nyaya dzinoitika kumatunhu akasiyana enyika, izvo zvinoita kuti ridiwe nekufarirwa zvikuru
Sinclair ochemera kutamba
MUTAMBI weManchester City Scott Sinclair anoti achabva kuchikwata ichi kana akasapihwa mukana wakakura wekutamba.
Kubika mabhonzo enguruve akasanganiswa nemuriwo wemashizha
Kenneth Chikeya Zvinodiwa kushandisa: Chikari, poto kana pani
Vakamhan’ara nyaya yavo: Zrp
MUTAURIRI wemapurisa munyika, Chief Superitendent Paul Nyathi, vakatsinhira kuti Mbuya Munemo vakamhan’ara nyaya yavo kumapurisa ekuRhodesville musi wa12 Chivabvu gore rino apo vaiti pamba pavo pakange
‘Hongu, wakandibata nechikomba, asi . . .’
Yvonne Chipato MUKADZI wekubatwa aine chikomba ndokuedza kutanda nyadzi, kuburikidza nekushandisa dare kuti apihwe gwaro redziviriro kubva kumurume, akashaya pekupinda apo chikumbiro chake chakaraswa.
‘Mukadzi anoda kundibaya nebanga’
Arnold Kaseke SAMUSHA wekugarooneswa ndondo nemukadzi waakarambana naye akazonopotera kudare achiti anoda kubaiwa nebanga.
‘Ipai mwanasikana kodzero dzake’
AFRICAN Women Goodwill Ambassador, Mai Nyaradzai Gumbonzvanda, vanoti vanasikana vanofanirwa kupihwa kodzero dzavo pasina rusarura, idzo dzinosanganisira kuwaniswa mukana wekudzidza zvakaenzana nevanakomana.
Gakava rerendi rakaperera kudare
Yvonne Chipato ROJA rekutsika madziro richiramba kubhadhara chikwereti cherendi chepamba paraimbogara rakanzi nedare ribvise mari inosvika $87 iyi mwedzi waNyamavhuvhu usati wapera.




