‘Hongu, wakandibata nechikomba, asi . . .’
Yvonne Chipato MUKADZI wekubatwa aine chikomba ndokuedza kutanda nyadzi, kuburikidza nekushandisa dare kuti apihwe gwaro redziviriro kubva kumurume, akashaya pekupinda apo chikumbiro chake chakaraswa.
‘Mukadzi anoda kundibaya nebanga’
Arnold Kaseke SAMUSHA wekugarooneswa ndondo nemukadzi waakarambana naye akazonopotera kudare achiti anoda kubaiwa nebanga.
‘Ipai mwanasikana kodzero dzake’
AFRICAN Women Goodwill Ambassador, Mai Nyaradzai Gumbonzvanda, vanoti vanasikana vanofanirwa kupihwa kodzero dzavo pasina rusarura, idzo dzinosanganisira kuwaniswa mukana wekudzidza zvakaenzana nevanakomana.
Gakava rerendi rakaperera kudare
Yvonne Chipato ROJA rekutsika madziro richiramba kubhadhara chikwereti cherendi chepamba paraimbogara rakanzi nedare ribvise mari inosvika $87 iyi mwedzi waNyamavhuvhu usati wapera.
Chibharo: Iwe neni tine basa
MUUPENYU kune vamwe vanhu vekuti vakasvika pakushungurudzwa zvakanyanya kana kuti vakapererwa nemazano kana pane matambudziko avanenge vachisangana nawo vanofunga zvekuzvipfuudza upenyu hwavo.
‘Angori babamunini, handidanane naye’
Arnold Kaseke MUKADZI akaroorwa akaendeswa kudare nemumwe mudzimai ari kumupomera kudanana nemurume wake achiti imba yake yave kuda kutoparara.
NDIRI murume ane makore 50
NDIRI murume ane makore 50 ndinotsvakawo mudzimai musvinu, akanaka pachimiro uye ari pachokwadi ane makore 38 zvichidzika. Handishandi asi ndine imba muHarare ndinogara ndega pamwe nemaroja. Andifarira fona kana kutumira…
Oda kubhadharwa nhare nerudo
DHIRI rekutengeserana nharembozha rakazozvimbira mumwe mukadzi apo murume akange amutengesera anonzi akati ava kuda kubhadharwa nekupihwa rudo mushure mekunge atadza kumupa US$250 yavakange vawirirana
Garcia akatsiva Sanino
WATFORD yakagadza Oscar Garcia uyo aimbove murairidzi weBrighton and Hove pachigaro chinopisa chekurairidza chikwata ichi.
Kubvongodza muto kuseva kweakaguta
SVONDO rino tinonokora tsoka dzakati kuti toururutsa kuti tione zvakavanzika. Handaiziva kuti basa rokuve sachigaro weSadc rinotanga namanyama amire nerongo kudaro. Pasina mwedzi, mutungamiri weLesotho,


