Fembera -fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti uyu ndiani.

Ndiri kushaya wekuroora

MAZUVA ano kunonoka kuroora kana kunonoka kuroorwa hazvireve kusarongeka. Pane zvinhu zvizhinji zviri kuitika munyika yedu yeZimbabwe zvausiri kuona. Ndakanzi nemumwe mukomana wechidiki, “Mudhara, kutaura

UZ yobatsira varimi

CHIKAMU cheUniversity of Zimbabwe cheDepartment of Soil Science and Agricultural Engineering chiri kushanda nevarimi vekwaMusami kwaMurerwa  chichivadzidzisa machengeterwo akanaka egoho nedonzvo rekuti

Vopura mari nemhiripiri

Tendai Chara VARIMI vanosvika 600 vekunzvimbo dzakasiyana kudunhu reManicaland  vopunduka nekurima mhiripiri vachibatsirwa nerimwe sangano rakazvimirira mukutsvaga zvikwereti kumabhanga pamwe nemisika yekutengesera

‘Temai maguni’

SANGANO reTobacco Industry and Marketing Board rakayambira varimi kuti vateme maguni efodya yavakarima mwaka wadarika sezvo iri mhosva kana vakasadaro kusvika panguva yakatarwa yemusi wa31 Chivabvu gore

MaWarriors: Kuroyiwa here?

VATSIGIRI vechikwata chenyika chemaWarriors vari kuchema-kuchema zvikuru nematambiro achakaita svondo rapera zvichitevera kukundwa kwachakaitwa neTanzania zvakaita kuti chibve chabuda mumakwikwi ekurwira tikiti

×
×