Vamwe 8 vafa neCovid-19

Vamwe 8 vafa neCovid-19 Munyori weKwayedza Vanhu vawanikwa vaine chirwere cheCivid-19 mushure mekunge vavhenekwa nhasi bedzi i407 uye vamwe vasere vafa muzuva ranhasi. Mashoko anobva kubazi rezveutano nekurerwa kwevana anoti…

‘Lockdown’ yasimbaradzwa

Munyori weKwayedza Hurumende yazivisa nezvekusimbaradzwa kwematanho ekuedza kumisa kupararira kwechirwere cheCivid-19 kutanga izvozvi. Mutevedzeri wemutungamiri wenyika vari zvakare gurukota rezveutano nekurerwa kwevana Vice President Constantino Chiwenga vanoti izvi zvakonzerwa nekukwira…

Zviri maererano neCovid itsva

Patrick Chitumba VANHU vemuZimbabwe vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedzera matanho akatarwa neHurumende ekuedza kumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 zvichitevera kunyuka kwemhando itsva yedenda iri kunyika yeSouth Africa nedzimwe. Mhando itsva yeCovid-19,…

Ongororo nyika yose

Munyori weKwayedza BAZI rezveutano nekurerwa kwevana ratora matanho ekuti kuvhenekwa kwevanhu chirwere cheCovid-19 kusvike kunzvimbo dziri kumativi ose enyika – ari kunze kweHarare neBulawayo – nechinangwa chekuti veruzhinji vakwanise kuongororwa…

Rongera gore ra2021

naWedzerai Nhemachena Munhu wese afarira kuuya kwegore idzva ra2021 aine chivimbo chikuru chekuti azadzise zvose zvaakakundikana kuita mugore ra2020. Shungu idzi anodziwana paye paanoona vamwe vachibudirira pasina kana mutsimba washandiswa…

Akaponderwa macondom

Kingstone Mapupu MAPURISA ekuGweru, kudunhu reMidlands, akasunga murume ane makore 34 ekuberekwa uyo ari kupomerwa kuponda mudzimai wake achimuti ari kuita zvezvikomba mushure mekunge amuwanikidza aine makondomu akashandiswa muimba yavo…

Muporofita 1 : Murume 0 . . . ‘Muteuro’ wojamuka

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuMhondoro – uyo pari zvino ari kugara kunyika yeSouth Africa uko anoshandira – anoti haana zororo siku nesikati zvichitevera dambudziko raakatakudzwa pamwechete nekamwana kake kasikana kane makore…

Ava mukadzi wevarume 2

Gibson Mhaka MURUME wekuZaka, kuMasvingo, anonzi akanotora mwanasikana wake kumurume wake, ndokumuroodza kune mumwe achiti mukuwasha wake wekutanga murombo uye haana kukodzera. Ruramai Maronjese anonzi anga akaroorwa naAleck Hove asi…

‘Enda unotengesa muviri wako Joni’

Danisa Masuku MURUME anogara mumusha weBellevue, kuBulawayo, akaendeswa kudare redzimhosva nemudzimai wake uyo ari kumupomera kumushungurudza nekumurova uye kumuudza kuti anofanirwa kuenda kuSouth Africa kwaakazvarirwa kuti anotengesa “magadziko ake” agowana…

Dutumupengo Chalane rauya

Muchaneta Chimuka ari kwaMUTARE naKingstone Mapupu ari muHARARE MVURA ine dutumupengo (Tropical Storm Chalane) inotarisirwa kutanga kunaya muZimbabwe nemusi weChitatu uno uye Hurumende yakatotanga chirongwa chekubvisa vanhu vekudunhu reManicaland munzvimbo…

×