‘TINOTENDA RUSUNUNGUKO’

Kingstone Mapupu VAMWE vakuru-vakuru vemachechi nenyanzvi dzechivanhu vanoti vanotenda kusunungurwa kwakaitwa nyika ino kubva kuhutongi hwevachena sezvo vari kuita mabasa avo vakasununguka kusiyana nekare apo Zimbabwe yakange isati yawana kuzvitonga…

Coronavirus yatigura kunorira: Nyakoko

Abel Ndooka SHASHA yemujaho wewiricheya, Wilson Nyakoko, uyo ave kurairidza vamwe vari kusimukira mumutambo uyu, anoti kuuya kwechirwere cheCovid-19, icho chashungurudza vanhu pasi rose kwagura vakawanda kunorira sezvo raramo yavo…

Opikira kuba chibage chinyoro

Tafadzwa Masamba MUKOMANA wekwaMutare akamiswa mudare reko ndokubatwa nemhosva yekuba miguri 32 yechibage kuminda yekuFlorida iri ikoko. Emerson Matika (19) akabvuma mhosva yake paakamiswa pamberi pemutongi Purity Gumbo wedare reMutare…

Rambai muri mudzimba

NEMUSI weMuvhuro svondo rino, vanhu vemuZimbabwe vakapinda musvondo rechitatu kubva pavakatanga chirongwa chekuti veruzhinji vambogara mudzimba dzavo kwemazuva 21 sedanho rekudzivirira kutapurirana nekutekeshera kwechirwere chanetsa pasi rose, cheCovid-19. Mamwe masvondo…

Mukana wekunyora bvunzo

Munyori weKwayedza KANZURU inoona nezvekufambiswa kwebvunzo muno, yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) yawedzera nguva yekuti vanoda kuzonyora bvunzo dzeOrdinary neAdvanced Level vanyorese. Zimsec inoti ichapa mukana wekuti vanoda kunyora bvunzo…

Vanhu 5 200 vasungwa

Andile Tshuma VANHU vanodarika 5 200 vasungwa nenyaya dzekutadza kutevedzera mirawo yakaiswa kuti veruzhinji vambogara kudzimba senzira yekuderedza kutapurirana nekupararira kwechirwere cheCovid-19. Vanhu vanodarika 1.8 miriyoni vabatwa nechirwere ichi pasi…

Varimi vopihwa mibairo

Clemence Mucharedzeyi AIVA makuwerere nguva pfupi yadarika apo Zimbabwe Agricultural Society (ZAS) yakatsigirwa nemakambani anosanganisira Seed Co pakupemberera kuhwina kwakaita VaMatingo mubairo wekutanga kuZAS. Muyenzi mukuru pachiitiko ichi aiva mukuru…

Zvimwe zvekungwarira pamusoro peCoronavirus

YEUKA zvinotevera pamusoro peCoronavirus:

Kungosiira zvose kuna iye Musiki

naWedzerai Nhemachena KANA vanhu mumusha varasa tariro, vanotendeukira kuna Mwari nokuti kune vanhu hakuna chavo. Zvinoita kuti vanhu varase tariro mumusha inhamo isingapere mumushamo. Mhedzisiro vamwe vobva vatumidza vana vavo…

Tiri kupemberera Zimbabwe: Vaimbi

Abel Ndooka VAIMBI vanoti vari kupemberera kusvitsa kweZimbabwe makore 40 yawana kuzvitonga zvizere sezvo iri izuva rinovarangaridza magamba akarwira rusununguko rwenyika. Vaimbi vakataura neKwayedza svondo rino vanoti kuwana kuzvitonga zvizere…

×