Gringo achiri kurwara
Abel Ndooka SHASHA yemadhirama anosetsa zvikuru Lazarus ‘’Gringo’’ Boora achiri kusimbirwa nemuviri wake uye svondo rino anonzi akamboendeswa kuchipatara kuNyazura anzwa mudumbu umo maimushungurudza. Muna Gumiguru gore rapera, Gringo akavhiiwa…
Mwana ari kubva ganda
Muchaneta Chimuka MWANA mukomana ane makore masere okuberekwa uyo ane dambudziko rekuzvarwa aine ganda rinotsemuka nekukwakwanuka (genetic condition genes) ari kutsvagawo rubatsiro rwekuti arapwe, kuwaniswa mafuta anochengetedza ganda rake uye…
Zvikanganwa hama zvinonaka
NYAMA yezvikanganwahama inonaka zvikuru sezvo zvisina mafuta akanyanya. Svondo rino VaSimson Lukasi vekuBindura vanotipa mamwe mabikirwo ezvikanganwahama. Zvinodiwa: Chikari kana poto, zvikanganwahama, munyu, mafuta, hanyanisi, mhiripiri nematomatisi Mabikiro: Cheka zvikanganwahama…
‘Nyoresai zvirimwa kuinishuwarenzi’
Kingstone Mapupu KAMBANI inodyidzana nemasangano anotsigira varimi ye(MA) Uzande Consultancy (PVT) LTD yokurudzira kuti vanyorese zvirimwa nehumwe upfumi hwavo kumakambani emainishuwarenzi kuitira kuzvidzivirira kubva munjodzi dzakasiyana dzavangasangana nadzo mubasa ravo.…
Varimi vokurudzirwa kutengesera kunze
Andrew Muvishi VARIMI vekuMashonaland East nevamwe vari kumativi mana enyika vokurudzirwa kushandisa nzira dzemazuvano (smart agriculture) kuburikidza nekurima zvirimwa zvinopa mari nekukasika zvakadai semiriwo nemaruva izvo vanozotengesa kunze kwenyika uyewo…
Gumbo riri kungozvimba
Muchaneta Chimuka MURUME wekuGokwe anoti ari kutambudzwa zvikuru negumbo rake iro rakangoita kunge rabaiwa nechimuti, pashure ndokubva ratanga kuzvimba zvakanyanya uye ari kutsvaga rubatsiro rwemari kune veruzhinji kuti akwanise kurapwa.…
‘Mavhidhiyo, mhanzi ngazvive hochekoche’
Abel Ndooka SHASHA yekubika mavhidhiyo emimhanzi – Anyway Mukumanhenga – anoti mavhidhiyo aya anobatsira zvikuru kududzira zvinenge zvichiimbwa uye kudzidzisa vatsigiri zvakasiyana-siyana zvinosanganisira tsika nemagariro kana achinge abikwa zvemandorokwati. Mukumhanhenga…
Vakarambaniswa netsono
Gibson Mhaka MUDZIMAI anogara kuBulawayo anoti wanano nemurume wake yakaparara mushure mekunge murume uyu adhumhana netsono yaiva pamusiwo wemba izvo zvakaita kuti afunge kuti mukadzi wake ari kumushandisira mushonga kana…
Oraradza nemari yemendenenzi
Nyasha Bvudzijena MURUME wekuDomboshava anoti ari kuoneswa pfumvu nemudzimai wake uyo anouya nehama dzake vachimurwisa pamba pake uye vanoswera vachinwa doro nemari yemendenenzi yaanobhadhara iyo inofanirwa kushandiswa kuchengeta vana. Robert…
Nzira dzekuziva huchi hwechokwadi, hwemanyepo
Malven Mugadzikwa VERUZHINJI vanotenga huchi — kunyanya mumadhorobha — vokurudzirwa kuti vangwarire kutengeserwa hwemanyepo nemakoronyera uho hunenge hwakasanganiswa netsvigiri nezvimwe zvakasiyana-siyana. Kune nzira dzakawanda dzinogona kushandiswa kuongorora kuti huchi ndehwemachokwadi…











