Upfu hwadzika mutengo. . . asi makoronyera ohututa muzvitoro

Muchaneta Chimuka ZVIMWE zvitoro zvemuguta reHarare zviri kutevedza zvakataurwa neHurumende kuti zvidzikise mutengo weupfu kunyangwe zvazvo kuine zvimwe zvisati zvadzikisa mutengo zvichipa zvikonzero zvakasiyana. Ongororo yakaitwa neKwayedza neMuvhuro uno muHarare…

Kutambira muenzi nemvura

Muchaneta Chimuka MUNYIKA muno, dunhu rimwe nerimwe rine tsika dzarinotevedza idzo dzinosiyana nzvimbo nenzvimbo. Semuenzaniso, kwaMutoko vanhu vechiBuja kana muyenzi asvika pamusha, haakumbire mvura asi kuti anongotambirwa kana kugamuchirwa nekupihwa…

‘30 Years ndiri pfambi’

Abel Ndooka MUDZIMAI anoita basa rekutengesa muviri wake kuChiredzi anoti ava nemakore 30 “achirova ndima” asi ava kudemba chakamuita kuti aite chipfambi sezvo muroora wake ava kugara achiudza mwanakomana wake…

Ndinoshandisa Shato – pfambi

Abel Zhakata naTendai Gukutikwa “SHATO yangu ndinogara nayo ‘muroom’ mangu pahotera. Ndiyo inondikechera zvikomba nekundiita kuti ndihwinhe mutambo wenjuga.” Izvi ndizvo zviri kutaurwa nemukadzi wechidiki anonzi Queen Mpofu (21). Guta…

ATAMBUDZWA NEGUMBO

Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuChipinge uyo anova nherera, anoti akazvarwa aine nyama yakarembera pagumbo rake iyo yakurisa zvekuti haachakwanisa kufamba zvakanaka kana kuita mamwe mabasa. Nathan Chirongwana wemubhuku raMagodo, kwaMambo…

Kana wasvotwa rutsa . . .

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI anogara kuSouthlea Park, muHarare, anonzi akatora gwaro rekuzvarwa kwemwana wake — uyo ava nemakore maviri ekuberekwa — achishandisa magwaro ekufa eaimbova murume wake wekutanga izvo zvasiya murume…

‘VEZVIKORO MATIURAYA’

Muchaneta Chimuka MUNYORI mukuru mubazi rezvedzidzo yepuraimari nesekondari, Mai Tumisang Thabela, vanoti zvikoro zvinofanira kutevedza matanho anodiwa nemutemo kana zvichida kukwidza mari dzemafizi. Mashoko avo anotevera kuchema-chema kuri kuitwa nevabereki…

Mayunivhesiti akakweshana

Abel Ndooka SACHIGARO wekomisheni yeZimbabwe Human Rights Commission (ZHRC), Dr Elasto Mugwadi, vanoti zvakakosha kuti vana vechikoro kubvira kupuraimari kusvika kuyunivhesiti vadzidziswe pamusoro pebumbiro remutemo wenyika nechinangwa chekuti vazive kodzero…

Kunyengedzwa hakuna ndakura

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopfurira mberi nekupedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapfuura. Iyi imhinduro yemubvunzo unoti; 6. Tsanangura zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinobuda mungano uchishandisa ngano shanu dziri mubhuku iri. [25] Mune rumwe…

Marara pose pose kwete!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei kushambadza nharaunda dzedu. Kuti izvi zvibudirire, tinokurudzira vaverengi kwamuri ikoko kuti mutitumire mifananidzo yose yemarara yamunoona, kana vanhu…

×