Musahwande mvura pasi pemiti

MVURA inotarisirwa kunaya yakawanda kumatunhu akasiyana enyika anosanganisira Manicaland, Masvingo, Midlands, Harare Metropolitan neMashonaland. Kumatunhu anoti Matabeleland North, Bulawayo Metropolitan neMatabeleland South, kunotarisirwa kunge kuine zuva uye kunogona kunaya pano…

Kuchema kwemurwere kwanzwikwa

Muchaneta Chimuka KAMBANI inobika chingwa yeNatbake pamwe chete nesangano reGrain Millers Association of Zimbabwe (GMAZ) svondo rapera vakapa rubatsiro rwezvinhu zvinokosha $200 000 kumurume wekuRugare, muHarare, uyo anova murwere wepanhowo…

Zvipfuyo zvopera neshumba… Mombe 16 dzakadyiwa

Luthando Mapepa MOMBE dzinosvika 16 dzekunzvimbo yeManesa, kwaMambo Mutema, kuChipinge, dzinonzi dzakadyiwa neshumba dzainge dzatiza kubva kuSave Valley Conservancy. Manesa iri kuWard 3 kumaruwa eChipinge. Varimi vakataurwa navo neKwayedza vanoti…

Rwatata kudya namambo

USAVI hwerwatata kudya namambo uye nyama iyi ine kudya kunodiwa nemuviri kunosanganisira iron iyo inosimbisa mapfupa nekubatsira kuwedzera ropa pamwechete nemapuroteni. Kare, nyama yerwatata yainzi yaidyiwa nevazukuru bedzi, asi mazuva…

CHIMUKUYU PFEE MUBHURUGWA

Danisa Masuku MUNYAYA inoita kunge yemufirimu, murume wekuBulawayo akarikitwa nechaunga ndokuzosungwa mushure mekunge aba chimukuyu mune chimwe chitoro cheko icho ainge aviga muchipfeko chake chemukati. Izvi zvakaitika nemusi weChishanu chadarika…

Muramu ojaira kufamba ari musvo

Gibson Mhaka MURUME wekuUmzingwane, kuMatabeleland South, akashaya pekupinda nenyadzi ari mudare redzimhosva apo akafumurwa kahunhu kake kekufamba-famba asina kupfeka mumba pamberi pemuramu wake nevamwe vemhuri. Sithembinkosi Moyo anoti anogara achinetsana…

Vezvikoro musadaro

VABEREKI vakawanda vari kunyunyuta nedanho rakatorwa nezvimwe zvikoro rekukwidza kwazvakaita mari dzemafizi etemu inotevera. Kubva svondo rapera, zvimwe zvikoro zvakazivisa kuti zvakwidza mari dzechikoro kutanga temu yekutanga ya2020. Kukwidza mari…

‘Hanzi ndiri muroyi nhai?

Nyasha Bvudzijena HADZVADZISIKANA nehadzvadzikomana vakamisidzana mudare vachipomerana nyaya dzehuroyi nekuurayirana mwana. Jaine Madanha akamhan’arira Tawanda Madanha kuHarare Civil Court achiti anoda gwaro redziviriro sezvo ari kupomerwa huroyi. “Changamire, ini ndinorwadziwa…

‘Tinoda kuvandudza upfumi hwenyika

Nduduzo Tshuma MUSANGANO we18th Zanu-PF National People’s Conference wakatanga nemusi weChipiri chino kuGoromonzi, kuMashonaland East, nyaya huru iri yekuvandudza upfumi hwenyika. Musangano uyu uri kupindwa nenhengo dzebato iri dzinosvika 7…

Bembera haridudze zita remunhu

NDAKAPARURA chikuva chino nekupa dudziro yezvinoreva bembera. Mune kumwe kutaura, bembera inzira yekusvitsa nayo tsiudzo kumunyarikani. Nedzimwe dzenguva munyarikani uyu anoramba kunyarwa, saka vanhu vanotsvaga nzira yekumuudza nayo. Svondo rapfuura…

×