Varimi vorumbidza Hurumende

Elita Chikwati VARIMI vari kurumbidza Hurumende zvikuru nekukasira kwairi kuita kuvapa zvekushandisa pakurima vachiti izvi zvinoita kuti vakwanise kugadzirira mwaka zvakakwana. Mukuru wesangano rinomirira varimi reZimbabwe Commercial Farmers Union, VaShadreck…

‘Wanisai vasikana mukana weSainzi’

Malven Mugadzikwa ZVIKORO zvinokurudzirwa kuwanisa vanasikana nevanakomana mikana yakaenzana muzvidzidzo zvavo — kunyanya zveSainzi nemasvomho — izvo zvinozoita kuti vakwikwidzane munyaya dzemabasa. Kurudziro iyi yakapihwa naMai Kwadzanai Manungo, vanove chief…

PANE NYAYA: MAFERO . . .uku ndiri kumaWarriors, Chicken Inn

Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn nechikwata chenyika chemaWarriors Joey “Mafero” Antipas anoti mabasa maviri aya ari kumupedza simba, asi acharamba achishingirira kuti agobudirira maari ose. Mafero anoti anoda kutora mukombe…

‘Chengetai mapere nenyoka’

Kingstone Mapupu BAZI reZimbabwe National Parks and Wildlife Management Authority rinoti rakatanga kupa marezinesi kune vanhu vanoda kuita bhizimusi rekuchengeta mhuka dzinosanganisira mapere nenyoka. Anotaura akamirira bazi iri, VaTinashe Farawo,…

Seed Co yosusukidza Zunde raMambo

Rabson Musimudziwa naTorai Mutseka KWAKANGA kusingadanwi anonzwa nemusi weMugovera 19 Gumiguru paSt. Johns Chizura apo vanhu vakaungana pabira remadzimambo, reZunde raMambo. Musi uyu kambani huru pakuuchika nekutengesa mbeu dzemhando yepamusoro,…

Mwana ane ‘mamhepo’ orova mudzimai wababa

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai akazvuvira mwana wemurume wake, uyo anonzi ane mamhepo, kudare achiti anogara achimurova nekuda kwekuti haazi amai vake vekumutumbura. Sekai Dhaka akamhan’arira Admire Foya kuHarare Civil Court…

‘Mbudzi, makwai zvine mari’

Kingstone Mapupu VARIMI vari kukurudzirwa kuti vavandudze mabasa avo kuburikidza nekuchengeta zvipfuyo zvinosanganisira mbudzi nemakwai izvo zvisingabatwe nezvirwere nyore zvichitevera kufa kuri kuita mombe munyika muno nekuda kwezvirwere zvakasiyana. Mashoko…

Bhaisikopo remahara!l ‘Chimoko’ chakarohwa chikazviitira

Gibson Mhaka PAKAITA bhaisikopo remahara nguva yadarika apo mumwe mukadzi wekuMpopoma, kuBulawayo, akasvikira murume wake achisasana nepfambi mumba mavo iyo inonzi yakarikitwa zvekusvika pakuzviitira tsvina iri pamubhedha payainge yakarara. Mukadzi…

Zvimwe zvekuita panguva yekupisa

Malven Mugadzikwa NYIKA yeZimbabwe yakatarisana nenguva yekupisa kwakanyanya pari zvino uye kupisa uku kuri kutarisirwa kuti kuchaenderera kusvika nemusi weSvondo 3 Zvita. Kupisa uku kuri kufungidzirwa kuti kuchasvika pakati pe33…

Mbavha dzemagetsi hokoyo!l Vamwe vacho vashandi veZesa: Chasi

Abel Ndooka GURUKOTA rezvemhando dzemoto, Cde Fortune Chasi, vanoti mbavha dzose dzinobatwa nemhosva yekuba midziyo yemagetsi yakadai sematransformer dzinofanirwa kutongerwa kugara mujeri kwemakore 30 nekuti dziri kudzorera budiriro yenyika kumashure.…

×