Vasikana vakaumburudzwa mu‘make-up’
Ignatius Mabasa PANE kombi yakanyorwa kuti “Usarwadziwe.” Handizive kuti vakanyora kombi iyoyo vaitaura kuti usarwadziwe nei, asi kufunga kwangu vaitaura kuti usarwadziwe nekuti tatenga imwe kombi iwe usina kana Honda…
Vonetserana rendi yemaUS$
Courtney Munodawafa MUMWE murume akamhan’arira kudare mushandi wepachitoro paanorenda achiita basa rekugadzira mafoni mushure mekunge vanetsana nenyaya yekubhadhara rendi. Mahulele Lemekani akaendesa Cathy Dzimumwe — uyo anoshanda pachitoro paanoitira basa…
Odzinga vana vemurume
Nyasha Bvudzijena MUMWE murume anoti mudzimai wake akadzinga vana vake vaakaita nemukadzi wake anove mushakabvu achida kuti agare nevake vaakauya navo. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Chengeto Tawadiri…
‘Murume wangu inwa maARV
Munyori weKwayedza MUDZIMAI wekwaMutare svondo rapera akashamisa vanhu vaive mudare apo akati anoda kuti dare rimanikidze murume wake kuti anwe mushonga wemaARV. Mudzimai uyu — uyo akangozivikanwa saMargret — anoti…
Ticha akabvisa Mwana hembe. . . vamwe vachimuonerera
Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kuita ongororo yenyaya yemwanasikana anodzidza Fomu 1 paLukosi Secondary, kuHwange, uyo anonzi akamanikidzwa kuti abvise hembe dzake ndokusara ari…
Madzisahwira voitana pfambi
Nyasha Bvudzijena SAHWIRA nasahwira vakamisidzana mudare vachipomerana kuita chipfambi izvo zvinonzi zvave kusvika pakuti imba yemumwe wavo iparare. Susan Mushaba akamhan’arira shamwari yake Rowesai Chaparadza kuHarare Civil Court achiti ari…
Tete munoroya: Muroora
Nyasha Bvudzijena MUROORA natete vakataurirana mashoko makobvu nematete mudare kubvira pakupumhana huroyi, kusvikirwa nemudzimu, kurwara nepfungwa uye kusagona kushandisa chimbuzi zvakanaka. Vanessa Chagumba ndiye akamhan’arira muroora wake Jennifer Namasoka kuHarare…
Odudunya mari yepejeni mukadzi achikwangwaya
Courtney Munodawafa SAMUSHA vekudhonzerwa kudare nemudzimai wavo nenyaya yekuvashungurudza vachinzi vanomunyima mari yerendi inobviswa nemaroja pamwe neyepenjeni vakasetsa vanhu apo vakati vachera kakomba vakasvipira pasi uye vapfidza zvekuti havachafa vakazviita…
zvigwaya zvakaomeswa zvine dovi
HOVE inonzi chigwaya yakaomeswa ine dovi kudya kwechivanhu uye kunochengetedza utano nekurwisana nezvirwere. Svondo rino, Rufaro Muzavazi Mudereri wekuBindura anotsanangura mabikirwo ehusavi uhu. Zvinodiwa: Poto, chipunu, zvigwaya zvakaomeswa, dovi, matomatisi,…
‘Tane 4 days tarambana
Courtney Munodawafa VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe mukadzi aive amhan’arira murume wake achiti ari kumushungurudza akati vane mazuva mana chete varambana. Gally Gwaimbo akazvuzvurudzira Maxwell Magutakuwona kuHarare Civil Court…



