‘Nhabvu inoda vatsigiri vemari’

Abel Ndooka ZVIKWATA zvenhabvu zvinokwikwidza muCastle Lager Premiership zviri kukurudzirwa kuti zvitsvage vanozvitsigira nemari kana zvichida kuti zvirarame muPSL. Kurudziro iyi yakaitwa nemutariri wePremier Soccer League, Kudzai Bare, nemusi weMuvhuro…

VANA VAKANWISWA ROPA

Kingstone Mapupu VANA vanomwe vanogara muHarare vari kunzi vakatorwa nechisimba nemumwe murume uyo akaenda navo muchisango, ndokunovagusa vhudzi repanhova dzavo vose, achibva avanwisa ropa rezizi nerimwewo risati razivikanwa kuti nderei,…

Anorova mukadzi, omunwisa mushonga

Nyasha Bvudzijena MUMWE mudzimai anoti murume wake pose paanomurova anomumanikidza kuti anwe mushonga wekunamisa mapaipi (pipe bond) achida kumuuraya. Glady Majesa akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court apo akamhan’arira…

Ngwarirai pakugadzirwa misoro: CCZ

Daphne Machiri SANGANO rinomiririra kodzero dzevatengi, reConsumer Council of Zimbabwe (CCZ), riri kuyambira vanhu vanogadzirwa misoro kuti vangwarire kubvira pakutenga zvavanorukwa nazvo, mafuta acho uye nzvimbo dzavanorukirwa sezvo zvimwe zvacho…

Akanwa wemakonzo arambwa

Tatenda Shuro MUKOMANA wemuHarare akadhonzera aimbove musikana wake kudare reHarare Civil Court achiti ari kuramba kurambwa uye akatombosvika pakunwa muchetura achida kuzviuraya. Brian Tsere akamhan’arira Jane Sakanda kudare iri achida…

Oti kurambwa, oti kurohwa

Courtney Munodawafa MURUME wekuMazowe anoti ari kuoneswa ndondo nekugara achirohwa nemudzimai wake izvo zvave kuita kuti ashaye chiremerera munharaunda. Patrick Chimutsa akataura mashoko aya apo akamhan’arira Chiedza Make achiti ari…

‘Ndini ndakatumira gudo’

Kingstone Mapupu MUKADZI wemuHarare anoti ndiye akatumira horomba yegudo iyo yakakonzeresa tsaona yemumugwagwa mazuva mashoma adarika apo pakafa munhu mumwechete, vamwe ndokukuvara. Mudzimai uyu ari kubheja achiti achasvitsana kure nemuporofita…

‘Barber’ kubva 1956 . . .‘ndinogera mashefu’

Kingstone Mapupu MURUME anoita basa rekugera vanhu vhudzi mumisoro muHarare anoti achengetedza basa iri kwemakore 63 adarika izvo zvamuita kuti agadzire misoro yevanhu vakawandisa — vanosanganisira vaimbova President, Vice President,…

600 voitwa vakadzi nenyoka

Danisa Masuku VANHUKADZI vanosvika 600 vekuShale, kudunhu reMzingwane, vari kupupura kuti pane nyoka inopota ichivananzva kusikarudzi dzavo isati yazovaita vakadzi. Manenji aya ari kuitika kuWard 8, kuShale, mubhuku raDindindi Gante,…

Odyiwa nehonye achifamba

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 35 okuberekwa anogara kuHatfield, muguta reHarare, asi kumusha achibva kuChivhu, anoti ane dambudziko rekubooka-booka kusikarudzi yake uko kwakadzidziuka ronda hombe rinobuda honye mhenyu idzo dziri…

×