‘Ndichakurova kusvikira watoti eke’
Courtney Munodawafa NYACHIDE akazvuzvurudzira vahosi kudare achiti haazi kudya rinopisa sezvo vanomurikita pose panorara murume wavo kumba kwake. Pelogi Gomborashamba akamhan’arira Violet Mamombe kuHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. Mutongi…
NUST yosimudzira vane matarenda
Daphne Machiri NATIONAL University of Science and Technology (NUST) yakavamba kirabhu yeYoung Inventors nedonzvo rekusimudzira vadzidzi vane matarenda ezvigadzirwa zvemaoko zvesainzi. Danho iri rakananga kuvandudza ruzivo rwemichina yechizvino-zvino iyo yakakosha…
Fambiranai nemwaka
VARIMI vazhinji pari zvino vari mushishi kugadzirira mwaka weZhizha kuburikidza nekutenga mbeu, fetiraiza, mishonga nezvimwe zvinoshandiswa mukurima. Vamwe ndivowo vari kurima minda yavo kuitira kuti panozonaya mvura vasawanikwe vasina kugadzirira.…
‘Handi girlfriend, atori mudzimai’
Courtney Munodawafa MUDZIMAI wekuDomboshava anoti murume wake anounza shamwarikadzi yake pamusha pavo uye anomurova pamwe nekumutuka. Anastacia Kazikambani akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court uko akazvuvira Steven Kazikambani achida…
MaGems ogadzirira remangwana
Abel Ndooka VAMWE vatambi venetball vemuchikwata chenyika chemaGems vari kugadzirira ramangwana ravo kuburikidza nekuenda kuchikoro uko vari kuita zvidzidzo zvakasiyana-siyana. Vatambi ava vanosanganisira kaputeni wechikwata ichi Felistus Kwangwa uyo ari…
Ndakabva kure: Mafia
SHASHA yemusambo weSungura, Somandla “Mafia” Ndebele, anoti rwendo rwaafamba munyaya dzekuimba rwurefu uye rwunoda kushinga.
Zvekuita nguva yekupisa
Malven Mugadzikwa NYIKA yeZimbabwe yakatarisana nenguva yekupisa kwakanyanya pari zvino uye kupisa uku kuri kutarisirwa kuti kuchaenderera kusvika nemusi weSvondo 3 Zvita. Kupisa uku kuri kufungidzirwa kuti kuchasvika pakati pe33…
‘Vasikana dzidzai Sainzi’
Malven Mugadzikwa ZVIKORO zvinokurudzirwa kuwanisa vanasikana nevanakomana mikana yakaenzana muzvidzidzo zvavo – kunyanya zveSainzi nemasvomho – izvo zvinozoita kuti vakwikwidzane munyaya dzemabasa. Kurudziro iyi yakapihwa naMai Kwadzanai Manungo, vanove chief…
Ticha akabvisa mwana wechikoro hembe
Leonard Ncube ari kuVICTORIA FALLS BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti riri kuita ongororo yenyaya yemwanasikana anodzidza Fomu 1 paLukosi Secondary, kuHwange, uyo anonzi akamanikidzwa kuti abvise hembe dzake ndokusara ari…
‘GUDO NDERANGU’
Kingstone Mapupu MUKADZI wemuHarare anoti ndiye akatumira horomba yegudo iro rakakonzeresa tsaona yemumugwagwa mazuva mashoma adarika apo pakafa munhu mumwe chete, vamwe ndokukuvara. Mudzimai uyu anoti kana muporofita uyu akasodzosa…







