Muza oita zvemimhanzi
Muchaneta Chimuka SHASHA yemitambo yemadhirama – Fidkon Weakin Muza (38) – ave kupinda mune zvemimhanzi uye akabura dambarefu rake rekutanga rinonzi Zvimbavha Zverudo. “Mumakore apfuura, ndakanga ndiri kunyanya kutarisana nezvemadhirama ayo…
Reina opembedza Sarri
PEPE Reina anoti aimbove murairidzi wake, Maurizio Sarri, anogona kurairidza zvikwata zvikuru zvichitevera mashoko ari kutenderera ekuti angangotsiva Zinedine Zidane kuReal Madrid. Zidane akaramwa basa rekurairidza Real Madrid svondo radarika mazuva…
World Cup Russia fixtures
China 14 Chikumi Russia vs Saudi Arabia (Group A) – Moscow (Luzhniki) – 4pm – ITV Chishanu 15 Chikumi Egypt vs Uruguay (Group A) – Ekaterinburg – 1pm – BBC…
‘Joshua, Wilder votyanana’
EDDIE Hearn akapa chikwata chaDeontay Wilder kusvika pakupera kwevhiki rino kuti mutambi wavo agorwa naAnthony Joshua kana kuti osiyana nazvo voronga zvavo mumwe mutambo naAlexander Povetkin muna Gunyana. Hurukuro dziri kuitwa…
Fodya yakawanda yakatengeswa
Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) inoti fodya yatengeswa kumisika yakasiyana kubva mwaka wekutengesa chirimwa ichi uchitanga kusvika parizvino inosvika 167 135 856 kgs ichikosha $483 698…
‘Vakaremara vane kodzero yedzidzo’
Muchaneta Chimuka SANGANO rinorwira kodzero dzevanhu vane dambudziko rekusanzwa, reDeaf Zimbabwe Trust, riri kuchema kuHurumende kuti itarise nhunha dzevakaremara nenzira dzakasiyana kuti vawane dzidzo yepamusoro uye yakaenzana neavo vane mitezo…
A-LEVEL — NGANO DZAMATAMBIDZANWA: Zvidzidzo zviri mungano
Munyaradzi Gunduza 6. TSANANGURA zvidzidzo zvakasiyana-siyana zvinobuda mungano uchishandisa ngano shanu dziri mubhuku iri. [25] Mungano inonzi, Vasikana navakomana shumba munobuda chidzidzo chekuti rooranai vematongo. Chidzidzo ichi chinoburitswa apo vasikana…
– bumbiro idzva redzidzo – Vavariro yekutanga yedzidzo itsva
naChiremba HWARO hwedzidzo itsva hune vavariro shanu dzinoita kuti panopedza mudzidzi dzidzo yake azobude ari munhu akachangamuka, ane ruzivo uye anobva angoonekwa kuti mwana wevhu. Vavariro yekutanga inokurudzira kuti mudzidzi ayemure,…
NGANO: Tsumo nengano namukanya
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: TSURO akaita hushamwari naRwaivhi. Tsuro aishamisika nekushanduka mavara kwaiita Rwaivhi. “Iwe, unozviita sei kuti zvidaro? Ndinodawo kupinduka ruvara,” Tsuro akabvunza mumwe wake.…
O-LEVEL — MANYAMBIRA: Bopoto repachipari
Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mamwe madingindira makuru anobuda muna Manyambiri. Dingindira rerudo: Panowanikwa rudo rwakadzama pakati paNduramo naPaidokwairiramwoyo. Tinozviona Nduramo paanorambidza baba vake, Mambo Njeremavhu kuti vatande mhuri yaRufuse mudunhu…







