‘Musanwe mapiritsi aya’

Muchaneta Chimuka VANHUKADZI vanoyambirwa kuti vasiyane netsika yekutora imwe mhando yemapiritsi ekuronga mhuri ayo anozivikanwa nekuti Emergency contraceptive pills kana kuti Postinor — 2 tablets (Morning After Pill) apo vanoedza…

Varimi votadza kushandisa mvura

Kingstone Mapupu KUDUNHU raNemamgwe, kuGokwe kune mvura inonzi yave nemakore akawanda ichingodhubhuka kubva pasi ichiyerera isina mabasa ebudiriro ainoshandiswa sezvo inonzi ine munyu uye inopisa zvinoita kuti isakudze zvirimwa zvisinei…

Juventus yodzora Morata

JUVENTUS iri kuedza kudzora mutambi weChelsea – Alvaro Morata – zvichitevera kutatarika kwaaita mumwaka wake wekutanga kuStamford Bridge.

Mwana (16) ozvimba dumbu

Kingstone Mapupu MWANASIKANA wekuBuhera asvika pakusiira chikoro panzira nekuda kwedambudziko rekuzvimba dumbu rake izvo zvakonzera kuti atadze kufamba zvakanaka.

Sadza nechiropa chemombe

CHIROPA chemombe chine kudya kwe”iron” uko kunokurudzirwa kunyanya kumadzimai akazvitakura nekuvanhu vane ropa shoma.

Tipei mukana: Chinomona… ‘Vanhukadzi vanokwanisa kusimudzira mhuri nenyika’

Daphne Machiri VANHUKADZI vokurudzirwa kuti vashandise mikana yavanenge vawana kuburikidza nekuita mabhindauko anosimudzira mhuri dzavo pamwe chete neupfumi hwenyika.

Celtic musha wangu: Rodgers

MANEJA weCeltic, Brendan Rodgers, anoti anoshuvira kuzoshanda muEnglish Premier League rimwe zuva asi kwete iye zvino.

MAONERO EDU: Makunakuna kwete, bodo!

SVONDO rino tine imwe nyaya yatezvara wekwaMambo Nyamweda, kuMhondoro, uyo akaripiswa mombe shanu nembudzi ina mushure mekubatwa nemhosva yekuita makunakuna nemuroora wake.

‘ndinorohwa natezvara’‘. . . apa vakatora mwana wavo’ ‘. . . nhema dzako, unza umboo’

Gamuchirai Muzanenhamu MUKUWASHA akazopotera kudare redzimhosva achiti tezvara vake vari kumuonesa ndondo nekumurova vachiti vanoda kumuuraya zvisinei nekuti vakamutorera mudzimai wake.

‘Varairidzi zivai makombiyuta’

Daphne Machiri VARAIRIDZI vanokurudzirwa kuti vafambirane nenguva kuburikidza nekuvandudza mabasa avo neruzivo rwechizvino-zvino rwakadai sekushandiswa kwemakombiyuta.

×