Gonzo haripinzwi mudura!
KUVAVERENGI, igaroziva kuti pane mazuva andinotsondorodza chirevo chokuti china manenji hachifambisi. Kune vamwe, manenji vanoati mashura, vamwewo vachiti mashura unenge uri munana. Asi zvingave nyore kunzwisisa ndezvokuti, kana
Ita mari nedomasi rePrime Seed Co
Elizabeth Benjamin — KAMBANI yePrime Seed Co inotengesa mbeu dzakauchikwa dzemiriwo (vegetables) yakasiyana pamwe chete nembeu dzemafuro ezvipfuyo. Prime Seed Co inozivikanwa nekutengesa mbeu dzakauchikwa zvemhando yepamusoro idzo
Mwoyo unobanhira tenzi kumadziro
naIgnatius Mabasa — INZWA misoro yenhau yakasimudza musoro kunge nyoka ine huturu: 1. Ndakamitisa vakadzi vevanhu: Muporofita. 2. Obuda majuru nemasvosve achifamba.
‘Ngwarirai maporofita’
Munyori weKwayedza — SADUNHU Murombedzi, VaMark Murombedzi, vanoti nyaya yemitumbi miviri yakaworera mumba ichinzi ichamuka yakavakahadzisa zvikuru.
Kunzwisisa zvizere pamusoro pebhero
Danai Chirawu Chii chinonzi bhero (bail) — Mushure mekunge wamhan’arira munhu ane zvaanenge akutadzira kumapurisa, apo paunoziva kuti asungwa zvinokupa kugatsikana mumoyo. Asi unozoshamisika zvakare waona musungwa uyu ave kufamba…
‘Hongu takavharira zvitunha mumba’
Kingstone Mapupu — MAI Judith Maruza (68) vanove mudzimai wemuchakabvu – Muzozo Phiri (80 – vanotsinhira kuti vakavharira mumba chitunhu chemurume wavo nechemwanakomana, James, vachitevedza zvaive zvasiya zvataurwa zvekuti vaizomuka.
Akaponda mukadzi arambwa
Kingstone Mapupu — MURUME wemubhuku raMuchohonyi, kuNgezi mudunhu reMhondoro anonzi akaponda aimbove mudzimai wake nekumutema-tema nedemo iyewo ndokuzozvisungirira nekuda kweshanje apo akarambwa.
Kubika pizza zviri nyore
PIZZA kudya kunodhura kutenga asi kana munhu ukagona kuzvibikira, iwe nemhuri yako munodya namambo pasina kushandisa mari yakawanda.
Mhanzi inotoda wakadzidza: Chibhodhoro
Abel Ndooka — SHASHA inozivikanwa munyaya dzemhanzi nekuridza ngoma, John ‘Chibhodhoro’ anoti munhu kana achida kuita muimbi zvakakosha kuti atange aenda kuchikoro pamwe nekutsvagawo rimwe basa rekuita ozotanga hake kutsikisa…
Gomarara redundiro
SVONDO rapera takatsanangura pamusoro pegomarara remuchibereko, iro riri kukonzera zvirwere pamwe nendufu kune mamwe madzimai muZimbabwe.





