‘Munich haisi kutenga Dybala’

MASHOKO ekuti mutambi weJuventus, Paulo Dybala, ari kutengwa neBayern Munich akarambwa nemurairidzi wechikwata ichi – Carlo Ancelotti.

Kushungurudzwa nenzira yebonde

Geraldine Nyaku — NDINORANGARIRA makore mashoma adarika apo ndaienda kuchikoro ndainzwa vamwe varume vachidaidzira mashoko ekuti, “Hona mwana wako!’ kana kuti “landlord”.

Haisi katsi, chidhoma: N’anga

Munyori weKwayedza — SEKURU Thomas Yakiti Mukunguta (48) vekuUnit M, kuChitungwiza, vanoti iyi haisi katsi iri yoga asi kuti ine chekuita nemishonga yezvidhoma.

Nzvimbo, nguva inoitika nyaya

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi nekuongorora nzvimbo nenguva inoitika nyaya. Hubert Court: Stanley naEve vanodzoka kubva kuChriston Bank vachienda kuHubert Court kwaigara Eve – Eve anorwadziwa zvikuru

Khan osandura musambo

AMIR Khan akataura pamusoro pekuti anogona kutanga kukwikwidza mumutambo weMixed Martial Arts achimbosiya zvetsiva.

Boka yorerutsira varimi vefodya

Kingstone Mapupu — KAMBANI huru inotengesa fodya munyika muno yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF) inoti varimi havana dambudziko rekupihwa mari yavo kana vatengesa zvirimwa zvavo kwairi sezvo vari kushanda nevemabhanga…

Beam – ‘Chikwereti hachisi kumubereki’

— Regai vana vanyorese bvunzo: Hurumende Tandayi Motsi — VANA vanodzidza vachibhadharirwa mari pasi pechirongwa cheBasic Education Assistance Module (Beam), avo vanenge vaine zvikwereti zvemari dzechikoro havafanirwe kurambidzwa kunyoresa bvunzo…

Kapfupi akabirwa gitare

Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ari nyanzvi zvakare munyaya dzemadhirama — Freddy ‘Kapfupi’ Manjalima — wechikwata cheOrchestra Ndozvo akabirwa gitare rake (lead guitar) nguva yadarika mushure mekunge achangopedza…

MAONERE EDU: Ipa murwere rudo netsitsi

SVONDO rino tine nyaya inoratidza musiyano mukuru uripo pakati pevarapi — vanamukoti nemadhokotera — vemazuva ano nevakare.

‘Huchapa bodo’

— Paramende yakamema kuMbare Muchaneta Chimuka — KOMITI yedare reParamende inoona nezvenharaunda, mvura nezvekushanya inoti zvakakosha kuti vanhu vawaniswe mvura yakachena yekushandisa mudzimba pamwe nekuti marara achengetedzwe munzvimbo dzakakodzera nedonzvo…

×