‘Kupedza typhoid zvinoda kubatana’
SANGANO reZimbabwe Doctors Association of Human Rights (ZADHR) rinoti zvakakosha kuti mapoka akasiyana anoona nezveutano abatane mukurwisa kupararira kwezvirwere zvemanyoka zvakaita setyphoid iyo yanetsa muHarare nekwaMutare.
Zviri Mugapu MASAMUSA kudya kwakanaka zvikuru uko kunofarirwa nevanhu vakawanda, kunyanya avo vanenge vari parwendo sezvo achigara nguva refu asati ashisha.

Mari yejuju yazara mutabhu
‘Yawandisa, handichaziva zvekuita nayo’ r ‘Vanhu ndibatsirei zvinhu izvi zvindisiye’ ‘Handina mushandi anotambira pasi peUs$1 000’ ‘Bhutsu ndine 300’ MUKADZI anogara mumusha weshoroma muHarare anoti atambudzwa nemari yemishonga kana…
Zvinogoneka chete neSeed Co
Simba Gotosa— ITARISIRO yedu sekambani yenyu yeSeed Co kuti pari zvino murimi wese akatodyara zvirimwa zvaanga akanangana nazvo mwaka uno uye kuti mava kungorwa nekuchengetedza mbesa dzenyu kubva kumasora uye…
Harare yonzi iri kutyora kodzero dzeveruzhinji
Trymore Muvhawa— KANZURU yeguta reHarare iri kupomerwa kutyora kodzero dzeveruzhinji kuburikidza nekutadza kuvawanisa mvura yakachena yekushandisa pamwe nekuti vagare munharaunda yakatsvinda sezvinocherechedzwa mubumbiro remutemo wenyika.
Mambo vakarohwa parufu
MAMBO Chivero vekuMhondoro, kuMashonaland West, vakarohwa senyoka yapinda mumba zvose nemwanakomana namabharani wavo mukuru nevanhu vaive parufu kudunhu ravo nguva ichangodarika.