O-LEVEL — KEREKE INOFA
Mutambi mukuru 9. Ndiani waungati mutambi mukuru muna Kereke Inofa? Tsigira nezvinhu zvisere zvaanoita mumutambo uyu. [25]
‘Sungira imbwa dzako’
Tafadzwa Mutsotso— NYAYA yembwa yakaita kuti vavavikadzani vadhonzerane kumatare edzimhosva apo mumwe aiti vana vake nehama dzake vari kupfuviswa nekurumwa nembwa dzemumwe.
Opikira jeri chikwereti
MURUME wekuMufakose, muHarare, wekutadza kubhadhara mendenenzi yaakatemerwa nedare, akazozvidemba mushure mekupihwa chirango chekupika jeri kwemwedzi mitatu.
Mapurisa eppu otendwa
MAPURISA echikamu chePolice Protection Unit (PPU) anoti akazvipira kushanda nesimba mukuchengetedza nyika pamwe nevakuru-vakuru veHurumende sezvinotarisirwa pasi pegwaro remashandiro avo, reClient Service Charter.
Kushanduka pamhumhu
Ticha Danga— TAKABATA matanho matatu ekuyaruka mupfungwa tichitevera pfungwa dzemufudzi mukuru Piaget maererano nevana kubva pakuzvarwa dakara kuchembera. Piaget anoti danho rekupedzesera rekuyaruka rinobata vana vane muzera wemakore anobvira pagumi…
Chisara zvako 2016!
. . . iwe 2017 wouyawo zvakanaka MUSI uno chaiwo ndakanyora ndichitambira Goredzva ra2016, asi nhasi uno ndave kutoti sahwira 2016, vakaonana, havashayane; aziva kwake, aziva kwake; chindisiya ndigamuchire mumwe…
Hurema hazvirevi kukundikana
Musikana oita zvishamiso pakudzidza MUSIKANA akaremara mitezo, uyo anove mupfupi zvikuru, akahwapura mubairo mukuru wepasi rose wekuve nezvivindi zvekutsetsenura nhoroondo yeupenyu hwaari kurarama semunhu akaremara.
‘Usanditi small-house, murume ndewedu’
Trymore Muvhawa— MADZIMAI maviri ari pabarika akakandirana mashoko makobvu nematete mudare, mumwe achiti anogara achirikitwa uye kutukwa kunzi mwana wepfambi.
‘Ndipewo weti yemukadzi wako’
‘Ndinoda kurapisa mwana wangu’ Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo vavakidzani vaviri vakamisidzana pamusoro penyaya yekuti mumwe wavo akange akumbirwa weti yemudzimai wake iyo yainzi yaida kuroyonoreswa mwanakomana akange…

