Mimba kwemwedzi 9 . . .

 ‘Handi kekutanga kuzviita’ MUNYAYA inoshamisa zvikuru, mukadzi wechidiki wekwaZiki, kuBikita, anoti aita pamuviri kanodarika katatu — pekutanga ndokuzvara chinhu chainge zidatya rinonzi dzetse kana kuti kamba asi nekune rimwe divi…

Abba Voices yoparidzira vechidiki

CHIKWATA chiri kusimukira chevaimbi vemusambo wechitendero cheAbba Voices chekuKadoma chinoti donzvo racho ndere kuparidza vhangeri, zvikuru kune vechidiki, kuburikidza nemimhanzi.

Zvirimwa, misha zvakaparadzwa nedutu

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rinoti zvakakosha kuti varimi vagare vakanyoresa zvirimwa nemisha yavo pasi pezvirongwa zvemainishuwarenzi sezvo zvichizovabatsira zvikuru kana vachinge vasangana nenjodzi yakaita sekuparadzwa kwazvo nemvura inenge…

‘Mari yejuju yandipandukira’

MUZVINABHIZIMISI wemubhuku raGufu, kwaMutoko, anoti ari kuoneswa ndondo nemasaramusi ari kuitika pamusha pake nekuda kwemishonga yaakaromba kun’anga iyo akazonodzosera ndokunzi aripe nemombe ina nembudzi mbiri.

Fodya yekutanga yokohwewa

VARIMI vefodya vakarima mumera wekutanga  vakatotanga kare kukohwa nekupisa vachiisa mumabhero uye vamwe vacho vanonzi vatongomirira kuzovhurwa kwemwaka wekutengeswa kwechirimwa ichi wegore ra2017.

Ngirozi yangu inouraya: Madzibaba

MUPOROFITA wekuRugare, muHarare, anoti haana kusiyana nevaroyi sezvo achikwanisa kudzosera zvipotswa kuvaridzi vazvo izvo zvinenge zvatumirwa kunokuvadza vamwe vanhu.

‘Varume muchinyanyawo’

DZIMWE nyanzvi dzezvechivanhu dziri kushora mukadzi wekuBorrowdale, muHarare, uyo ari kuti akapihwa mhiko nen’anga yekuMozambique yekuti aite mari kuburikidza nekutora mbeu yevarume vaanenge asasana navo, iyo anoisa mukadende ichizodyiwa nezvidhoma.

WhatsApp itsvina bhokisi

INGA wani ndakakuyambirai kuti zvomoenda kuKisimusi musazofarisa zvekubuda mumuforo kana zvekusvika pakusona masutu ebepa iko kunze kuchinaya kudai? Kana kwanaya, masutu ebepa onyeukira musatizire mudzimba dzedu.

Vatambi vandigamuchira: Bradley

MURAIRIDZI weSwansea, Bob Bradley, akaramba mashoko ekuti vamwe vatambi vechikwata chake havasi kufara nenzira dzekudzidzisa kwake munhandare.

Mabasa emawoko anoponesa: zpcs

ZIMBABWE Prisons and Correctional Services inoti ruzivo rwemabasa emawoko rwakosha zvikuru sezvo rwuchiita kuti munhu akwanise kuwana raramo kuburikidza nekuita mabhindauko akasiyana.

×