Mhandara ndoiwanepi?

MUBVUNZO: Ndiri mukomana ane makore 28 okuberekwa uye handisati ndaroora asi pfungwa dzekuti ndichitora mudzimai ndigare naye ndava nadzo.

Hochekoche yeDrip Irrigation

Nhoroondo: NZVIMBO dzinosiwanisa veruzhinji mvura yepasi dzakadai sematsime, nzizi kana madhamu dziri kuramba dzichioma zvichitevera kushomeka kwemvura uye kusanduka kwemamiriro ekunze zvinova zviri kuita kuti nyika yeZimbabwe iwanikwe ichitarisana nedambudziko…

Arsenal yotyira Sanchez

PEP Guardiola anoramba kuti Manchester City yakafonera Alexis Sanchez ichimuudza kuti inoda kumutenga. Mashoko ari kubva kuChile anoti Guardiola iye mbune akafonera mutambi weArsenal uyu svondo radarika.

Kunaka kunoita nhopi

Zviri muGapu SVONDO rino Mbuya Veronica Vhurumuku (62) vekuMasvingo vanotsanangura mabikirwo enhopi yemashamba kana kuti mafere. Nhopi kudya kunonaka zvikuru kana kuchinge kwabikwa nemazvo uye kune zvakunazvo

Cornerstone: Chikoro chinodadisa

CHIKORO cheCornerstone Primary School, icho chiri kuZengeza 5 Extension, kuChitungwiza, chinorumbidzwa nekushanda kwachiri kuita mukusimudzira dzidzo nezvivakwa.

Ini ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana 1, ndiri mutsvuku, murefu uye ndakasimba . . .

NDIRI mukomana ane makore 29, ndinotsvaka musikana wokuroora ari pachokwadi asina chirwere ane makore 25 zvichidzika. Nhare yangu +27 844 593 602.

Mabhuku matsva aGunduza

VICE-CHANCELLOR veUniveristy of Zimbabwe, Professor Levi Nyagura, svondo rapera vakarumbidza mabhuku matsva anosvika 17 akasiyana akanyorwa nevadzidzi pamwe nevarairidzi vepaUZ vachiti achabatsira zvikuru mukusimudzira dzidzo munyika.

Vana nherera votambudzwa

Tafadzwa Mutsotso CHIREVO chinoti nherera inoguta musi wafa amai chozadziswa neupenyu hwevamwe vana, avo vanoti vanababamudiki vavo vari kuda kuvatorera imba yavakasiirwa nevabereki vavo.

‘Usanditadzisa kunamata’

Trymore Muvhawa MUMWE mudzimai anoti ari kupfuviswa zvekutadziswa kuenda kuchechi neaimbove murume wake uyo waanoti anotumira mashoko akaipa pamusoro pake panharembozha dzevaanonamata navo, zvose nekuvavakidzani.

Mashura zuva kubuda rimwe risati rany’ura?

MAZVITA haiendi kubhangi, asi zvinongofadza kutendwawo. Ndosaka zvichinzi, tendai muchero uwe. Pese panoitwa nhendo, panofashukira nezvibereko.

×