Kupenya hakusi kunyepa

IMBWA HAIHUKURE SADZA TIRI munguva yekumhanya-mhanya. Kutsvaga dhora, kutsvaga bond. Tiri kunetsana nevakatikwereta mari iri madhora vave kutiudza kuti mari iri kunetsa kutora kubhengi. Kune vari

Kodzero dzevakaremara mitezo

naIrene Sithole YAKWANA nguva iye yegore zvakare, apo pasi rose rinenge richicherechedza mazuva 16 ekurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi. Pamazuva 16 aya zvakare, pane zuva rekucherechedza vanhu vanorarama nehurema, musi wa3 Zvita.

Rudo rworamba kupera

Trymore Muvhawa SAMUSHA vekuramba vachidanana nemukadzi wavakambopengesana naye vachiri mukomana nemusikana — uyo ave mudzimai wemuridzi — vakazopotera kudare redzimhosva vaoneswa pfumvu nemurume wake.

Zverudo newanano

Ticha Danga NYAYA dzezverudo newanano dzinotibata chero padanho ripi zvaro reupenyu nekuti tinogara nekurarama nadzo. Zvakakosha kuti tizive zvinotarisirwa navakuru tigozvifananidzawo naizvo zvoitika mazuva ano.

Mamiriro akanga akaita bvunzo

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi nekupedzisa mamiriro akanga akaita bvunzo dzaMbudzi 2016 Shona pepa 2. Chikwata C

Zvimbuzi zveUnilever zvichabatsira 700 000

KAMBANI yeUnilever Zimbabwe inoti chinangwa chayo ndechekusimudzira zveutano munyika kuburikidza nekuvaka zvimbuzi.

‘Sando kuna Mukuruva’

. . . Baba voti vanorotswa mitambo yaTatenda Abel Ndooka BABA vaTatenda Mukuruva mubati wepagedhi wemaWarriors neDynamos FC, Hillary Mukuruva, vanoti ivo nemudzimai wavo vanorotswa mitambo mizhinji yemwana wavo isati…

Shuga inouraya chinyararire

l  1,5 miriyoni votambudzwa muZim Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wemutungamiri wenyika, Vice-President Emmerson Mnangagwa, vanorumbidza masangano akazvimirira ari kubatana neHurumende mukurwisa chirwere cheshuga, icho chiri kutambudza vanhu vanodarika 1,5 miriyoni muZimbabwe.Vakapa…

Mwana wechikoro oita chimhuka

Kingstone Mapupu ZVINHU zvakaita manyama amire nerongo pachikoro cheMakomo Primary School, icho chiri kuEpworth, muHarare, mangwanani emusi weChitatu apo vana nevadzidzisi vakadzvamuka vachitiza mumwe wevana vepo anonzi aisanduka kuita chimhuka.

Mbizi Govt Sec yavhurwa

Muchaneta Chimuka CHIKORO cheMbizi Government Secondary School, chiri kuHighfield, muHarare, icho chakavakwa senzira yekuremekedza mutungamiri wenyika President Mugabe, chakaparurwa zviri pamutemo nomusi weChipiri svondo rino. Chikoro ichi chiri kutarisirwa kuzotora vana…

×